Maidei anotadza kubata pamuviri

ONGORORO (Enderero mberi): Mazwi anotaurwa nemuroora ainge akafanana nekudira munyu paronda nyoro izvo zvinonzi, “Akange abaya chembere paronda ranga richanyenama, ronda raipisa” (129). Meja ainge avigwa kuseri kwemusha izvo zvinonzi,…

Chenjedzo kune ambunyikidzwa pabonde

KUPINDA mumatare edzimhosva, zvikuru uri munhukadzi, panyaya dzekumbunyikidzwa nenzira yechibharo kunogona kunetsa zvikuru. Kukundikana kunzwisisa maringe nezvinenge zviri kutaurwa nemumhan’ari kunorwadza zvikuru nekushungurudza.

Handiwe bedzi une kodzero

NYIKA imwe neimwe pasi rose ine mutemo unonzi ndiwo mutemo wapamusoro-soro, rinove bumbiro romutemo. Kana Zimbabwe inawo mutemo watinoti “supreme law of Zimbabwe” wakadzikwa mugore ra2013.

Vopunduka nemadiridziro

Mambo Siabuwa, VaRobertson Sibanda (50), vanoti chirongwa ichi chiri kubatsira mukuvandudza raramo yevarimi vemudunhu ravo.VAGARI vekwaMambo Siabuwa kuBinga kudunhu reMatebeleland North vobatsirikana zvikuru mubasa rekurima kuburikidza nechirongwa chemadiridziro cheNabusenga Irrigation…

Dombo rinoiswa paguva rinorevei?

MUNONZWA zvichitaurwa, vamwe makazviita mumhuri dzenyu; munozvionawo mumapepanhau vanhu vachishambadza, kana kungoona makuva akapera kare anenge akaiswa dombo rokumusoro (tombstone).

Chitunha chemwana chakasanduka

. . . vakaona chava chemunhu mukuru VANHU vaiva parufu rwemwana wemakore mana okuberekwa kwaMambo Siabuwa, kuBinga, vanonzi vakasara vasina neremuromo apo chitunha chake chakasanduka kuita sechemurume mukuru, nhengo yake…

Kuchengetwa kwezvipfuyo

VARIMI vezvipfuyo zvakaita senguruve avo vanowanzosangana nematambudziko ekushaiwa mvura yakakwana mukuita basa ravo vobatsirikana zvikuru nekuda kwemichina yemadiridziro yechitsoka-tsoka yeMoneyMaker Irrigation Pumps.

Zvinoreva mazita

Munyaradzi  Gunduza Zvinoreva mazita evatambi (Tinoenderera mberi): Zita rekuti Mupambi rinozadziswa naMambo Mupambi vanoronga hondo yekubatsira Pondai kupamba nyika yaMambo Chakaingesu nekuti vakanga vavimbiswa zvipfuyo nemadzimai. Tinozvionazve pavanotumira mauto avo…

Zvizere pamusoro pechirwere chama ‘piles’

MA”PILES” itsinga dzinenge dzakazvimba dzichirwadza dziri kunzvimbo inobuda netsvina kana kuti nechemukati (rectum).Murwere anenge akazvimba tsinga idzi anokwanisa kunzwa kunge ane twumabhora mukati kana kuti zvinhu zvakazvimba uye zvinorwadza zvikuru.

Mhando yemuriwo

NDINODA kubva ndangojekesa kuti vaya vanodya miriwo inonyanyowanikwa mumasango vane mukana yekukura vakagwinya nemhaka yekuti zvemusango zvine ndima yekurapa nekudzivirira zvirwere zvekuti twumwe tumatenda twunotambira kure. Miriwo iyi ine simba…

×