NDINOTENDA veKwayedza, vaimbofona pa0779 135 213 chiregai ndakamuwana wangu anondida. Makaita basa.

NDINOTENDA veKwayedza, vaimbofona pa0779 135 213 chiregai ndakamuwana wangu anondida. Makaita basa. ******

MAONERO EDU: Mabasa emawoko ndiro gwara kwaro

VAKURU vane chirevo chekuti kana munhu akakumbira hove usamupe hove asi kuti mupe chirauro kuitira kuti akwanise kuzviraurira oga.

Vanokohwa pakuru nekukoshesa nyika

WAFAMBA wapota, vanodaro vakuru. Asi mukufamba ikoko munhu unopfumisa maziso, nzeve nepfungwa. Unoonawo nokudzidza kuti kune dzimwe nyika vanhu vanorarama sei, uyewo kuti vanokoshesa zvakadii tsika

‘Vana tizai, amai venyu murwere’

Amager Mufema MUMWE mukadzi akasvimha misodzi mudare achiti akatizwa nevana vake apo akange aenda kunovaona kuchikoro kwavanodzidza vachiti vakaudzwa nababa vavo kuti ane mukondombera uye anogona kuvatapurira.

Vahosi nanyachide tiba!

Yvonne Chidochashe Manyanja MADZIMAI maviri ari pabarika akaendesana kudare redzimhosva apo mumwe aiti aoneswa ndondo nekurohwa pamwe nekutukurirwa.

Chenjedzo yechirwere cheshuga

HURUMENDE inorumbidza mabasa makuru ari kuitwa nesangano reZimbabwe Diabetic Association mukukusha kwariri kuita mashoko echenjedzo maringe nechirwere cheshuga munyika, izvo zviri kubatsira veruzhinji kuti vazive

Aoneswa chakati tende ne$300 yemendenenzi

MURUME wekusatevedzera mutongo wakapihwa nedare wekuti abhadhare mari yemendenenzi pamwedzi yekuchengeta vana vake vaviri akazozvidemba apo akadonzerwa kuChitungwiza Magistrates’ Courts nemudzimai wake

Murume wangu ava kundisemesa

MAKASIMBA here Tete Chipangamazano? Ndiri mukadzi ane makore 40 okuberekwa, ndakawanikwa uye ndine vana vaviri. Dambudziko rangu rakamira sekudai: Murume wangu akanditadzira pakunoita mumwe mwana kunze. Zvisinei,

Kasikai ari kutambura mupfungwa

“SHUNGU” naMemory Rugedhla (115-118) ONGORORO: Enderero mberi

DETEMBA TINZWE: HERO GUDZA MWANANGU

Nyorai nhetembo pfupi seriri pazasi motumira ku: Nhetembo, Kwayedza Box 396 Harare kana kutumira pa-Email inoti [email protected] kana kuzosiya pamahofisi edu ari paHerald House, muHarare. Musakanganwe zita remunyori, chikoro negwaro…

×