Manyorerwo erondedzero
Ticha Danga NDAKAROHWA nehana zvekuti ropa rangu rakapotsa ratushura tsinga dzaifashaira mushure mekunge ndaona pepa rinoratidza mazuva asara kuti bvunzo dzinyorwe. Tichatanga bvunzo musi wa4 Gumiguru, zvichireva kuti patinopinda
Kugadzirwa kwekomboziti
Mudhumeni Mukuru Ivan Craig ZVIRIMWA zvizhinji zvinokurudzirwa kuti zvirimwe zvisina fetiriza kana kuti zviine fetiriza shomanana kuitira kuchengetedza manakiro nehudyo muzvirimwa. Izvi zvinowanza kurudzirirwa kuzvirimwa zvemubindu. Muchinyorwa
Chirongwa bspz chorumbidzwa
Malven Mugadzikwa naYvonne Manyanja CHIRONGWA chekusimudzira dzidzo cheBetter Schools Programme Zimbabwe (BSPZ) chinorumbidzwa nebasa rachiri kuita mukuvandudza ruvizo rwevarairidzi izvo zvinoita kuti vafambirane nenguva.
Dambudziko remari, indomene here?
HAZVIDI kuenderwa kun’anga kana zviporofita kuti vanhu munyika panguva ino vari kufamba nekanzira kanoti rwadzei.
Anofurira vana kuitira tsvina panorara baba
Amager Mufema VAMWE samusha vanoti vaoneswa chitsvuku nemudzimai wavo uyo anonzi anotuma vana kuti vaitire tsvina pamubhedha wavo uye mushure mezvo iye ozodira mvura mumba mavanorara.
‘Ichokwadi asi ndakabvisa mombe dzechekahukama’
MUPOROFITA wechechi yeBlood of Jesus Ministries ari kubvuma pasina kana nyadzi, kuti akaita makunakuna apo akaroora amai vake vakatoita vana vatatu.
Matanho ekupamba
Munyaradzi Gunduza MUSEVE USINGAPOTSE 9. Ndeapi matanho mashanu anotorwa naPondai pakupamba umambo hwaMambo Chakaingesu muna Museve
Kuparidzirwa vhangeri rezvihuta
IMBWA HAIHUKURE SADZA DAMBUDZIKO redu mazuva ano hurombo. Hurombo hwekuti tave kufunga kuti ukageza mvura yafashaidzirwa mazai ezvihuta, imwe yacho wobikisa tea, yaunonwa nezai racho rechihuta, unosangana nemunana wako. Variko…
‘Ndinorohwa natezvara navamwene mapositori’
Amager Mufema MUROORA akamhan’arira tezvara navamwene vake kudare redzimhosva achichema-chema kuti vanogara vachimuzvambaradza nekuda kwekuti haatevedzere zvinodiwa nechitendero chavo cheJohane Marange.
‘Susukidzai dzidzo inounza pundutso’
MUTUNGAMIRI wenyika, President Mugabe, vanoti vechidiki vanofanira kushingirira munyaya dzefundo kuitira kuti vakwanise kuva nepundutso muupenyu.


