Mukadzi anoparika varume 2…Vanorara pamubhedha mumwe chete vari vatatu…Vanowachiswa manapukeni nekutsvaira chivanze

IMBOFUNGA izvi. Mukadzi anogara nevarume vaviri muimba imwe chete — vose vachiti “mukadzi ndewangu”. Vatatu ava, mukadzi nebarika rake revarume, vanodya nekurara pamubhedha mumwe chete, varume

‘Ndaibhururuka ndiri murusero’…30 minutes kubva kuMalawi kusvika muZim . . .

N’ANGA ine mukurumbira yekuHonde Valley, kuManicaland, inoti pane nguva payaitora maminetsi 30 bedzi kubva kuMalawi kusvika muZimbabwe ichibhururuka murusero uye iri kureurura kuti yakatemerwa nyora nenyoka

Africa iri kupemberera

ZIMBABWE nemusi weChitatu svondo rino yakabatana nedzimwe nyika kupemberera zuva reAfrica Day. Zuva iri rinopembererwa musi wa25 Chivabvu gore roga-roga semucheredzo wekubatana kwakaita nyika dzemuAfrica

MAONERO EDU: Africa: Kubatana ndiwo musimboti

ZIMBABWE svondo rino yakabatana nedzimwe nyika dzemuAfrica mukucherechedza zuva reAfrica Day. Iri izuva rekupemberera kubatana kwakaita nyika dzemuAfrica mugore ra1963 mukurwisa hutongi hwevapambepfumi apo

Handiende: Tau…‘Vatsigiri venhabvu hamuna chakanaka’

MURAIRIDZI weHarare City, Taurai “Tau” Mangwiro, anoti vatsigiri venhabvu vanhu vanonetsa kufadza sezvo ukagona vanokukandira zviwitsi asi paunotadza chete matombo anobva atanga kunaya.

Kugadzirira Harare show

Mudhumeni Mukuru Ivan Craig HARARE Agricultural Show ndizvo zviratidzirwa zvekurima zvepamusoro-soro (national). Iyi shoo haingonyuke chero, inototangira pasi ichikwira kusvika yava national.

Tinotenda vanopa ropa: nbsz

SANGANO reNational Blood Services Zimbabwe (NBSZ) riri kutenda vanhu vanopa ropa pachena sezvo zvichibatsira zvikuru varwere vanenge vachida ropa.

Ndakatanga ndichiridza magaba: Mr Regie

Yvonne Chidochashe Manyanja MUIMBI weAfro-jazz, Reginald Murinda — uyo anozivikanwa nezita remadunhurirwa rekuti ‘Mr Regie’ — anokurudzira vechidiki kuti vasanyare kutaridza zvipo zvavo sezvo iye akatanga achiridza magaba.

Vodzidza pachena. . . vachivakirwa zvikoro

SANGANO rakazvimirira reAmbuya Foundation riri kusimudzira dzidzo kumaruwa kuburikidza nekubatsira zvikoro nemari yebudiriro pamwe neyevana vanobva kumhuri dzinoshaya kuti vakwanise kudzidza kubva kudanho

Tsiva yobatanidza Sadc

KUSHOMEKA kwevakotsveri pamwe nemapuromota etsiva muZimbabwe kuri kuita kuti vatambi vazhinji vemutambo uyu vatizire kune dzimwe nyika dziri mudunhu reSadc uko vari kunosimudzirwa matarenda avo.

×