Pandufu vanhu vari kuungana
Muchaneta Chimuka PANGUVA iyo Zimbabwe iri kutora matanho akasimba ekurwisa Covid-19, zviri kuonekwa kuti vanhu vachiri kuungana vakawanda zvekudarika vanotenderwa nemutemo panenge paitika rufu izvo zvaita kuti panhamo pave imwe…
‘Baiwai majekiseni’
Kingstone Mapupu MUMWE chiremba anoti mushonga wejekiseni rekudzivirira chirwere cheCovid-19 wakanaka zvikuru uye anokurudzira veruzhinji kuti vanobaiwa. Doctor Mthokozisi Nkosi, avo vanova sachigaro wesangano reConsumer Protection Commission, vakataura mashoko aya…
Hoche koche yeHIV nePrEP
Vadiwa Tete Ndiri mukadzi ane makore 33 ekuberekwa uye ndakaroorwa. Ndinotya kubatira hutachiona hweHIV nekuti ndakamborapwa zvirwere zvepabonde kaviri uye ndinofungidzira kuti murume wangu ane vanhukadzi vakawanda vaanodanana navo achirara…
Bhokisi rakatemwa-temwa . . . Chitunha, mapuranga zvikakandwa muguva
Kingstone Mapupu VAGARI vemumusha weNgoni, kuNorton vaive parufu rwemukomana wekufa nekuzvisungirira svondo rapera vakasara vaoma mate mukanwa apo chitunha chake chakaita zvekukuturirwa muguva mushure mekunge bhokisi racho ratanga ratemwa-temwa mutumbi…
Ticha abata mwana wechikoro chibharo
Munyori weKwayedza MURAIRIDZI wepaZRP High School iri muHarare akamira mudare reHarare Magistrates’ Courts nemusi weChipiri achitarisana nemhosva yekubata chibharo mwana wepachikoro apa uyo akanga ari kuita zvidzidzo zvemaextra-lessons zveSainzi panguva…
Regai kuvarairwa, tichiri mulockdown
Tandayi Motsi HURUMENDE iri kushushikana zvikuru nekuwanda kuri kuita vanhu vari kuwanikwa vaine chirwere cheCovid-19 uye izvi zviri kunyanya kukonzerwa nekushaya hanya kweveruzhinji avo vasiri kutevedza matanho aripo ekurwisa denda…
Vatambi baiwai nhomba: SRC
Abel Ndooka SANGANO reSports and Recreation Commission (SRC) riri kukurudzira vatambi vemitambo yakasiyana kuti vabaiwe majekiseni ekudzivirira Covid-19 kuitira kuti zvigobatsira mukuderedza kupararira kwechirwere ichi pamwe nekudzoswa kwemitambo nekuchimbidza. Mitambo…
Batai ndufu dzose sedzeCovid-19
Lovemore Chadzingwa ari kuKADOMA NDUFU dzakawanda dziri kuitika pari zvino dziri kudyidzana nechirwere cheCovid-19, inodaro imwe nyanzvi yezveutano. Dr Daniel Chirundu, avo vanova director wezveutano mukanzuru yeKadoma vanotaura mashoko aya…
Covid netsika yekuchemana, ‘. . . parufu pane njodzi’
Kingstone Mapupu VERUZHINJI vari kukurudzirwa kuti vatambire mararamiro matsva auya nekuda kweCovid-19 uye kuti vasamhanyire kuenda kurufu, asi kuti vadzidze tsika yekubata maoko panhare nedzimwe nzira dzepadandemutande nechinangwa chekudzivirira kutapurirana…
Parufu: Vanhu vari kuungana
Muchaneta Chimuka PANGUVA iyo Zimbabwe iri kutora matanho akasimba ekurwisa Covid-19, zviri kuonekwa kuti vanhu vachiri kuungana vakawanda zvekudarika vanotenderwa nemutemo panenge paitika rufu izvo zvaita kuti panhamo pave imwe…











