Gadziriro dzemutambo weshasha dzoitwa
GADZIRIRO dzemutambo weZimbabwe Soccer Legends neAfrican Soccer Legends dzakatanga svondo radarika kuRimuka Stadium, kuKadoma apo pakaona chikwata cheNorthern Region chichitamba necheSouthern mumutambo
Kurima chibage chemunyorondega
Mudhumeni Mukuru Ivan Craig MUZVINYORWA zvadarika takarairidzana marimirwo ebhinzi nemaringazuva. Izvi zvirimwa zvinoda mhepo netumbuyu twuri mumhuri yenyuchi kuitira kuti mukume (pollen) ubviswe pane mukono uchiendeswa pane mukadzi.
Murume wenyoka akanwa mushonga
MURUME wekwaChihota wekuti anochera nyoka achitengesera maporofita, n’anga nevamwewo vanhu – uyo wekupotsa mupurisa aida kumusunga nepfumo svondo rapera – anonzi akazopotsa asiya nyemba mushure mekunwa
Vakuru vezvikoro vakamiswa mabasa
VAKURU vezvikoro 20 zviri kuMidlands vakambomiswa mabasa neHurumende zvichitevera huwori hwavanonzi vaiita vachiba mari dzezvirongwa zvemaSchool Development Association (SDA).
Kuronga mhuri: Sarudzo ndeyako
KUNE nzira dzakasiyana dzekurera mhuri idzo madzimai nevarume vabva zera vanogona kushandisa zvichienderana nesarudzo yavo.
‘Tiri kuita ongororo yematicha’
GURUKOTA redzidzo yepuraimari nesekondari, Dr Lazarus Dokora, vanoti Hurumende ine hurongwa hwekuita ongororo yehuwandu hwevadzidzi vari muzvikoro zvepuraimari nesekondari nedonzvo rekuti pave nevarairidzi
Zvakabuda pao-level
ZVAKANYORWA mubvunzo dzeO-Level dzeZimbabwe School Examinations Council (Zimsec) mumwedzi waMbudzi gore rapera zvakabuda uye zvakaendeswa kumahofisi ari kumatunhu akasiyana enyika.
DETEMBA TINZWE: SHURAMATONGO
naRufaro Chimusasa Ndiro zita rangu Ndini shuramatongo Ndazezesa pasi rose Vanachiremba vakanda mapfumo pasi neni Vose vanezivo yekugadzira mishonga Vashaya mazano neni Handina tsitsi. Handisarudzi kana ndouya Mutsvuku, mutema kana…
West Ham yorambira naPayet
SLAVEN Bilic akabvuma kuti West Ham inogona kupa Dimitri Payet kondirakiti itsva yakavandudzwa kuti arambe ari kuchikwata ichi.
‘Hazviite, siyai vana vayaruke’
SANGANO reZimbabwe Association of Doctors for Human Rights (ZADHR) rinorumbidza dare reConstitutional Court of Zimbabwe nekupa mutongo wekuti vana vasati vasvika makore 18 okuberekwa havatenderwe kuroora kana






