— Ziva —NYORA
Uku kuchekwa kweganda, kazhinji nen’anga kuti munhu aiswe mushonga mumuviri wake. Nyora hadzichanyanyochekwa mazuva ano nekuti vanhu havachanyanyoenda kun’anga. Kwaivewo nenyora dzaichekwa dzakanangana nekuwedzera
GRADE 7: Zvirungamutauro nerondedzero
Ticha Danga NDAONA zvakakodzera kuti tisati tadzidzisana pamusoro pemanyorerwo erondedzero dzine udzamu, tinoda kutanga tadzidzisana nezvemhando dzezvirungamutauro dzatingashandise mukuedza kunyora chiShona chamandorokwati.
Allegri angangorairidza Chelsea
AIMBOVE maneja waMassimiliano Allegri – Giovanni Galeone – anoti chizvarwa chekuItaly ichi ndicho chichave murairidzi mutsva weChelsea mwaka unotevera mushure mekunge aivimbiswa mari zhinji naRoman Abramovich.
Usandishevedzere chiporofita
NDINE shamwari yangu iri kundinetsa kuti ndimboenda kuchechi kwake kunoona simba rina “prophet” kana kuti “man of God” wake. Asi akanonoka.
Varimi vakakumba mibairo
VARIMI vefodya vanodarika 25 vakawaniswa mibairo nekambani yeTobacco Sales Floor neChipiri svondo rino muguta reHarare senzira yekutunzvaidzwa kugona kwavo kurima.
O-LEVEL SHONA: Zvinorehwa nemusoro Museve Usingapotse
Munyaradzi Gunduza Museve usingapotse Museve Usingapotse ndiro bhuku ratichatanga kuongorora muchikamu chino. Bhuku iri rakanyorwa naCrymio
Vana 50 vakarumwa nenyuchi
VANA vechikoro nevadzidzisi vanodarika 50 vepaSt Marnocks Primary, kuMt Hampden padyo neguta reHarare, vakaita bararamhanya vachitiza masikati emusi weMuvhuro svondo rino apo vakarumwa nenyuchi.
Mufundisi akadhonzerwa kudare
Yvonne Chidochashe Manyanja MUFUNDISI akaendeswa kudare neaimbova mukadzi wake achida kuti riwedzere mari yaari kubvisa yemendenenzi achiti iri kubhadharwa pari zvino haichakwana sezvo mhuri yakura.
Bhuku idzva renhetembo
VANANYANDURI vanosvika 16 vakabatana mukunyora bhuku renhetembo rinonzi Dzinonyandura-Svinga, iro riri pamusoro petsika nemagariro evanhu vatema nedonzvo rekusimudzira mutauro weShona.
Kana aputa mbanje . . .l Anozvambura sekuru l Akatovabvisa mazino l Opindira amai varere
Yvonne Chidochashe Manyanja PANA sekuru vakaratidza mutongi wedare reHarare Civil Court, Marehwanazvo Gofa, mavende ayo avaiti vakagurwa mazino nemuzukuru wavo uyo wavanoti anogara achivazvambaradza kana achinge aputa mbanje.


