Ndinodanana nemukuwasha: Ambuya
MAMBO Chivero vekuMhondoro vatenderedzwa musoro nenyaya yemumwe mukuwasha naambuya veko avo vari kudura kuti vanodanana zvekudanana zviya.
MAONERO EDU: Warriors: Zifa yakazvinwisa
KUBURITSWA kwakaitwa chikwata chenhabvu chenyika chemaWarriors kumitambo yeAfrican Nations Championships (CHAN) uyo iri kutambirwa kuRwanda, kwakarwadza munhu wose. Hapana aimbofungira kuti
Dube: Anorota nechiRungu
MUSHAMARARI wenhepfenyuro huru pane dzose muZimbabwe, nhepfenyuro inosvika kuruzhinji yeStar FM, Ndumiso “Sky Walker” Dube, anoti vanhu vatema vanofanira kudada nerudzi rwavo pamwe netsika dzavo kwete
MaWarriors siyai juju: Muporofita
KUKUNDWA kwakaitwa chikwata chenhabvu chenyika chemaWarriors mumakwikwi eAfrican Nations Championship (CHAN) ayo ari kutambirwa kuRwanda mumitambo miviri yekutanga neZambia neMali kwakakatyamadza vatsigiri
Chikoro chakavhariswa. . . vabereki vari kuti pane huwori
ZVIDZIDZO pachikoro cheZimondi Secondary School, kwaMambo Nyoka kuChikomba, zviri kutadza kufamba zvakanaka sezvo vabereki “vakavharisa” chikoro ichi vachiti aimbova mukuru wacho, uyo akambomiswa basa
‘Vezvitoro fambiranai neZim-Asset’
SANGANO reConfederation of Zimbabwe Retailers rinoti vari mumabhizimisi ekutengesa zvakasiyana, kunyanya zvekudya, vanofanira kufambirana nechirongwa chekuvandudza upfumi hwenyika, cheZim-Asset, kuburikidza
Mighty Warriors orumbidzwa
CHIKWATA chenhabvu chenyika chemadzimai chemaMighty Warriors chakarumbidzwa nenziyo nemumwe muimbi ari kusimukira – Pastor Terrence Guba — zvichitevera kubudirira kwaakaita kunokwikwidza kumutambo yeRio 2016
Madzimai obatsirwa kunyoresa pamuviri
MADZIMAI akazvitakura vanogara munzvimbo dzinosanganisira Hopley, Southley Park, Mbare nechikamu cheWaterfalls vari kubatsirwa mukusimudzira utano hwavo nedonzvo rekudzivirira ndufu panguva yekusununguka
Marimiro kwawo embambaira
Murimi Mukuru Ivan Craig TAKATARISANA nekushomeka kwemvura mwaka uno, zvinobhadhara kurima zvirimwa zvakati wandei kuitira kuti chimwe chikadzikira pagohwo, chimwe chinopa gohwo rakanaka.
Ndara: Nyoka yemudzimu l ‘Inyoka inoshura’ l ‘Mukaiona musaiuraye’ l ‘Inofamba husiku’
PACHIVANHU mhuka nezvimwe zvisikwa zvakasiyana zvine zvazvinomirira nekududzira kana zvichinge zvaonekwa, zvimwe zvacho zvinonzi zvakanaka asi zvimwewo zvichinzi zvakaipa zvichifambirana nekuti zvaonekwa panzvimbo











