Machechi shandai nemadzishe: Bishop
Kingstone Mapupu VAKURU vedzisvondo vari kukurudzirwa kushanda pamwe chete nemadzishe nemadzimambo munyika nedonzvo rekusimbaradza tsika nemagariro evatema pamwe nekurwisa kuparwa kwemhosva. Mashoko aya akataurwa naBishop James Chirwa (48) vechechi yeZvapupu…
Shasha dzetsiva dzorangarirwa
Abel Ndooka SHASHA dzakambonetsa mumutambo wetsiva kare dzinoti Arigoma ‘Mayero’ Chiponda, Alfonso ‘Mosquito’ Zvenyika, Langton ‘Schoolboy’ Tinago naProud ‘Kilimanjaro’ Chinembiri vacharangarirwa pamutambo weZimbabwe Bees Manyuchi Boxing Championship svondo rino nemusi
Muchengeri ochengerwa pafoni
Nyasha Chabvonga MUKADZI wekumhan’arira murume wake kudare achiti anoda kuti amubhadhare mari yefoni yaakamutorera ndokuzoiuraya apo aida kuongorora kana asina zvikomba, akashaya pekupinda zvichitevera kuraswa kwakaitwa chikumbiro chake nekuda kwekushaikwa…
Vopinzwa chikoro nen’anga
Muchaneta Chimuka SANGANO rinomiririra n’anga nemaporofita, reZimbabwe National Practioners Association (ZINPA) rakaumba homwe yekubatsira vadzidzi vanotambura kuburikidza nekuvabhadharira mari dzechikoro, kuvatengera mabhuku nezvimwe zvinodiwa padzidzo. Chirongwa ichi chiri
Ronaldo akapotsa atengwa
CRISTIANO Ronaldo akapotsa nepadiki atengwa neArsenal pamwe neLiverpool zvakare – apo aive asati atengwa neManchester United mugore ra2003. Mubhuku idzva rinonzi Cristiano Ronaldo: The Biography, iro rakanyorwa naGuillem Balague mutori wenhau…
Akamukira kuchipatara afenda nekutukwa
Sandy Musungata MUMWE mwana wekuDomboshava anonzi akatukwa nasekuru vake, hanzvadzi yaamai, kusvikira afenda ndokutozonomukira kuchipatara cheMakumbe Mission Hospital. Izvi zvakabuda mudare reHarare Civil Court apo Edith Murove akamhan’arira hanzvadzi yake Onward…
Munyori opemha rubatsiro
Kingstone Mapupu MUNYORI wechidiki wekwaMurehwa, uyo akaremara mitezo asi achishandisa gumbo rake pakubata chinyoreso, ari kutsvaga rubatsiro rwekudhindisa mabhuku ake maviri. Shupikai Whiskey (30), uyo anobva kwaMaruta, pasi paMambo Mangwende, akanyora…
A-LEVEL — MASIMBA…Chenai naStanley vanoenda Harare…Anonyengedza amai vake
Ticha Tichaziva (Mavambo nemagumo naKeresia Chateuka) ONGORORO (Enderero mberi) Maererano neupfu hunenge hwapera mumba, tinoona baba vemba vasingadi kunzwisisa kuti zvinhu zviri kufamba sei vongoti chete, “Saka munoda kuti ndiite…
Vovhenekwa gomarara remumazamu pachena
Daphne Machiri SANGANO reCancer Association of Zimbabwe rakatanga chirongwa chekuvheneka madzimai gomarara remumazamu pachena nedonzvo rekusimudzira utano hwavo kumatunhu ose enyika. Muhurukuro neKwayedza, monitoring and evaluation officer kusangano iri, VaLovemore
Zvimwe zvingakudze goho
Mudhumeni Mukuru Ivan Craig SVONDO rino tinoda kutarisana nehuwandu hwezvekushandisa mumunda zvakafanana nefetiriza, mbeu uye huwandu hwembesa pahekita yoga-yoga kumatunhu akasiyana enyika, zvichienderana neongororo yakaitwa nevanoona nezvemamiriro ekunze, veMet Department.










