Akachemera kuona chitunha chemutorwa…usiku, uye kuchitora mifananidzo
Malven Mugadzikwa YAKAVE batai-batai pane imwe nhamo yemwana mudiki mumusha weKuwadzana 5, muHarare, nguva pfupi yadarika apo mumwe mukadzi mutorwa ari kunzi akachemera kuona chitunha uye kuchitora mifananidzo mufi achangotandadza.…
Kuita mari nezita raJesu!
NGATISUSUKIDZE nyaya yemari yatakatanga svondo rapfuura, tichibvunza kuti mweya wokuita mari yeSouth Africa kunge mazuda mweya rudzii? Mweya unoda kuti nyika ibudirire here kana kuti unoda kudhiritsa zvange zvatosimuka? Svondo rino…
Zanondega akasiya jira mumasese
TINOZVIZIVA kuti chara chimwe hachitswanyi inda. Vamwe vanozoyambirawo vachiti zanondega akapisa jira mumasese. Zvose zvinoreva kuti muupenyu hapana munhu angazviti akazvikwanira zvokuti haadiwo vamwe vanhu vaanobatana navo. Hazvigoni! Kana wave…
Gorosi rokohwewa kumatunhu akasiyana
Muchaneta Chimuka VARIMI vegorosi kumatunhu akasiyana enyika vakatotangisa kukohwa zvichitevera kuibva kwarakaita zvisinei kuti vamwe vacho vanoti vakatarisana nedambudziko rekudyirwa chirimwa ichi neshiri. Kwayedza nguva yadarika yakashanyira minda yevamwe varimi vari…
Ovimbisa baba rufu…‘Anombondirwisa achida kundiponda’…‘Ndizvozvo, ndimi makandishandisa’
Cassius Mushore BABA vekuvimbiswa rufu nemwanakomana wavo achiti anoda mari yake inoita $1 100 iyo yaanoti chikwereti chemakore matatu apfuura vakatozopotera kudare. Paul Makosvo akaendesa mwana wake Last Makosvo kuHarare Civil…
Anodya nyama oga…mukadzi nevana vakayeva
Cassius Mushore VANHU vaive mudare vakashaya neremuromo apo mumwe mukadzi akati murume wake anodya sadza nenyama oga iye nevana vachidya nemuriwo usina mafuta, uya unonzi mujachu. Sophia Tagwirigwa akataura mashoko aya…
O-LEVEL — NDIKO KUSASANA…Mugadzi anoona Lily muchipatara
Ticha Tichaziva CHITSAUKO 6 (Nyaya yacho: Enderero mberi) Mugadzi anoudzwa kuti Lily ava kunzwa zviri nani asi semunhu ainge arasikirwa neropa rakati wandei akazvitakura kudaro, aizombogara muchipatara kwemazuva asi aizobvumirwa…
Sirdc yakabura mbeu itsva
Kingstone Mapupu KAMBANI yeScientific Industrial Reasearch and Development Centre (Sirdc), iyo inouchika mbeu yezvirimwa zvakasiyana nekuita tsvakiridzo yekusimudzira mabasa ekurima, yakabura mbeu itsva nhatu dzechibage dzeSirda Maize idzo dzinonzi dzinoita…
Vemachechi munodarireikowo?
MUKWAYEDZA makabuda nyaya yaiti kune madzimambo ari kushora zvikuru vamwe vanamati vanoenda mumakomo nekunzvimbo dzinoyera vachinoungana nekuita minato. Madzimambo aiti maitiro aya kuzvidza pamwe nekufumura tsika nemagariro evatema. Mashoko aya…
Akarovera baba munya
Muchaneta Chimuka HARAHWA ine makore 68 ekuberekwa yakarohwa nemwanakomana wayo ane makore 18 ekuzvarwa pamusaka pesadza remunya iro raakange ashaya mumba. Pardon Mugwagwa wekuSantuary Farm, kuBeatrice, akamiswa mudare reChitungwiza Magistrates’ Courts…






