MAONERO EDU: Rurimi rwaamai hwaro hwetsika

RURIMI rwaamai rwakakosha zvikuru nekuti kazhinji marwuri ndimo munobva hwaro hwetsika nemagariro endudzi dzakasiyana.

Ngezi Platinum shasha yeNorthern Region

MITAMBO yenhabvu yeNorthern Region Division One yasvika kwamvura yacheka makumbo svondo rino apo zvikwata zvese zvinokwikwidza muligi iri zvichatamba mitambo yazvo yekupedzisira.

Mai Muchabaiwa vomuka chipoko

“Kunyengedzwa hakuna akura” naViginia Muponda (Ongororo: Enderero mberi)

Mupurisa akawana imba ‘yatsvairwa’

Nyasha Chabvonga MUPURISA wekuendeswa kudare neaimbove mukadzi wake nenyaya yemendenenzi akati haana mari yekumupa sezvo aine zvikwereti zvakawanda kubhanga uye ari kuda kumbotenga midziyo yemumba iyo yakatorwa yose

‘Bhajeti ngarigadzirise nhuna dzemadzimai’

Muchaneta Chimuka MASANGANO anomirira madzimai anoti zvakakosha kuti bhajeti renyika regore rinouya ritarisewo matambudziko akasiyana avari kusangana nawo akaita sekushaya mari yekuvasimudzira mumabhindauko avanoda kuita. Izvi zvakabuda pamusangano wakaitwa nemasangano aya

Makore 31akazvivharira mumba…Haageze, haabude panze…Paagere ndicho chimbuzi

Kingstone Mapupu— HARAHWA yepapurazi reBell-Inn, kuNyabira padyo neHarare, yakagumisira kubuda mumba mainogara makore 31 adarika – muna 1984 – sezvo murume uyu achigara akazvivharira mukamba kadiki-diki, umo maanodyira zvose nekuitira…

koshesai nzvimbo dzinoyera: mambo

Kingstone Mapupu MAMBO vekuBuhera, kudunhu reManicaland, vari kukurudzira veruzhinji kuti vakoshese nzvimbo dzinoyera dzakaita semakomo nedonzvo rekuchengetedza tsika nemagariro evatema. Mashoko aya akataurwa naMambo Chimombe, VaCausemore Chimombe, zvichitevera vamwe

Japan yovakisa chikoro. . . yakanyorerana chibvumirano che$81000

Malven Mugadzikwa MUMIRIRI weJapan muZimbabwe, Ambassador Yoshi Tendai Hiraishi vanoti nyika yavo yakazvipira kusimudzira dzidzo yemuno. Vakataura mashoko aya pachikoro cheChishayavhudzi Secondary School, kuChegutu, nguva pfupi yadarika apo vakanyorerana chibvumirano nesangano

‘UNZAI NIGERIA, GHANA’…Muzongondi oti Zim ngaigadzirire kuenda Rio

Abel Ndooka MUKURU wevatambi vechikwata chenhabvu chevanhukadzi chenyika (captain), cheMighty Warriors, shasha Felistas Muzongondi anoti anokurudzira vamwe vatambi kuti vasafunge zvakawanda pari zvino kunze kwegadziriro dzavo dzekuenda kunokwikwidza kumitambo ye2016

Remekedzai dzose nzvimbo dzinoyera

KUBVIRA pasichigare, munyika muno magara muine nzvimbo dzinonzi dzinoyera uye dzimwe dzacho dzichiri kuyereswa nanhasi uno. Nzvimbo idzi dzinosanganisira ninga, masango, makomo nemapako kana kuti nzizi chaidzo. Kune mamwe makomo akaita…

×