‘GRADE 7, O-LEVEL TINOZVIDA’ . . . Vabereki nevana voti bvunzo dzakakosha
VABEREKI nevana vechikoro vari kupokana nepfungwa dzamuzvinafundo Caiphus Nziramasanga dzekuti vadzidzi vange vachiregedza kunyora bvunzo dzeGrade 7 neO-Level vachiti kana izvi zvikatevedzwa zvinokanganisa zvikuru
Hokoyo ukasunungukira kumba!
HAKUNA mwana anofanirwa kuberekwa aine utachiona hweHIV munyika muno. Izvi zvinogoneka kana amai vakazvitakura kana vasati vazvitakura vakaongororwa ropa kuti vane utachiona hweHIV here kana kuti kwete.
‘Kanzuru inoremekedza tsika’
MUTAURIRI wekanzuru yeHarare, VaMichael Chideme, vanoti kunyangwe zvazvo vanhu vachipihwa nguva dzekuviga vashakabvu vavo, ivo sekanzuru vanoremekedza zvikuru tsika dzekuvigwa kwevafi dzinoitwa nemarudzi
Vaifona panhamba idzi 0778 818 559 chiregedzai zvenyu
INI ndiri musikana ane makore 18 ndinotsvagawo mukomana ane makore 22 anoshanda. Nhare yangu 0739 071 037. ******
Sekuru vakabhinya muzukuru
SEKURU vekupomerwa kubata chibharo mukadzi wemuzukuru wavo ane makore 20 okuberekwa mushure mekunge vaenda kumba kwake kunomuyananisa panyaya yainetsa pakati pake nemurume wake vakamiswa mudare
Mugadzi ava murudo naLily
CHITSAUKO 3 (Nyaya yacho: Enderero mberi) Apo Mugadzi anopedza kudya kwemangwanani, anotora mabhuku ake ayo ainyora zvebhizimusi rake ndokuenda,
Baba vari kundichiva
NDINOTI makadii Tete Chipangamazano? Ndinovimba muchapa tsamba yangu mukana wekuti ibude. Ndiri musikana ane makore 20 ekuzvarwa.
Vana vanoda rubatsiro
PANGAVE nevamwe vasati vave neruzivo rwekuti bazi rinoona nezviri kuitika munyika (Ministry of Home Affairs) rave negurukota idzva, Dr Ignatius Chombo vakatora chinzvimbo chaCde Kembo Mohadi vakaitwawo gurukota
Zvakakoshera madimikira
Ticha Danda NAWO-NAWO madimikira kusvika nhava yati pamu-pamu zvekutopfachukira. Tikabata hwaro hwakakura hwemadimikira aya pane zvinhu zvitatu zvakakosha zvatichabatsirika nazvo.
‘Huya tangodzokerana’
Mathew Masinge SAMUSHA wekuenda kudare achiti anoeswa ndondo neaimbova mudzimai wake akazodemba achimukumbira ruregerero pamberi pemutongi apo aiti vadzokerane.


