Mat. North yadzosa ZJC

DUNHU reMatabeleland North rakatanga zvakare kunyoresa vadzidzi bvunzo dzeZimbabwe Junior Certificate (ZJC) senzira yekusimudzira dzidzo iyo yaderera uku mumakore mashanu adarika.

Vakatengeswa nebhegi raive nenyama

VARUME vaviri vekuChitungwiza vekuba mbudzi mbiri kuBeatrice vakaigochera pautsi apo vakazodonhedza nharembozha nebhegi raive nenyama pavaitiza munhu wavakange vabira izvo zvakaita kuti varondwe ndokubatwa.

Akashurwa mare kuhuni

MURUME wekuBeatrice akashurwa mare nguva yadarika apo akatanga kuzvindikitwa nezidanda pasina zvaaita nemumwe murume apo aizvifambira achibva kunotsvaga huni.

Madhishi munobhadhara, yave mvura mari hapana

VANHU vanobva kudunhu rekwaMutoko, kuMashonaland East, vane tsika inofanirwa kupembedzwa, kunyange zvazvo iri tsika isinganzwisiswi nevanhu vanobva kumatunhu akasiyana-siyana eZimbabwe.

Rudo anozoenda Gweru kumurume

CHITSAUKO 18 (Nyaya yacho: Enderero mberi) Mufundisi Lovedale vanobvunza Rudo kuti ko kuzopfeka zibhachi kudaro iko kunze kuri kudhogodha kupisa ndihwo

Mwari havatambe vachidaro

IMBWA HAIHUKURE SADZA na Ignatius Mabasa PANE zvinhu zviri kuitwa nevanhu mumachechi, asi zvinhu izvozvo hazvisi zvaMwari. Kudyisa vanhu makonzo, nyoka, matombo, huswa nevhudzi nekuti zvinenge zvichinzi zvanamatirwa zvikashandurwa neminamato. Aya ndiwo

Mudzidzisi raira: CHISHONA CHAKADZAMA

CHINO chidzidzo chinobva mukukoka kwatinoita varairidzi kuti vadzidzise vana chiShona chamandorokwati chinonzi “MUDZIDZISI RAIRA”. Chidzidzo chino chinobva kumumwe murairidzi wepaKatsande Primary Schoo, kuMudzi.

Anoda kubaya murume nebanga

MUMWE murume anoti akanda mapfumo pasi nekuda kwekushungurudzwa kwaanoita neaimbove mudzimai wake uyo anogara achimuzvambaradza pamwe nekumuvimbisa kuti anoda kumubaya nebanga.

Hakuna zvakadaro: Doctor

MUMWE chiremba anozivikanwa saDr Kavy wemuHarare, uyo anove “neurologist” pachiRungu, anoti kuzvarwa kana kufa kwevanhu hakuna basa nenguva nekuti zvinhu zvinongoitika nguva dzose-dzose.

TEZVARA AKABHURA MUROORA . . . Akaroverwa kutora huni dzepamakuva

MUMWE tezvara wekumaruwa ekwaSeke akamiswa mudare reChitungwiza Magistrates’ Courts mushure mekunge azvambaradza kurova muroora wake senyoka yapinda mumba apo vakatadza kunzwisisana pamusoro penyaya yekuti

×