Musasiire vana nhaka yekuroya

MAZUVA ano nyaya dzehuroyi dzinoratidza kuti dziri kuwanda uye dzafumuka zvikuru kana zvichienzaniswa nakare. Tinodaro nekuti nyaya dzerudzi urwu dziri kubuda mungave mupepanhau kana mumaredhiyo nguva nenguva uye vamwe vacho vanenge…

23 vonodzidza kuTurkey

Muchaneta Chimuka NYIKA yeTurkey inoti icharamba ichitsigira zvirongwa zvebudiriro zvine chekuita nekusimudzira dzidzo pamwe nekumutsiridza maindasitiri muZimbabwe. Mashoko aya akataurwa nemumiriri weTurkey muno, Ambassador Hidayet Eris, nemusi weMuvhuro svondo rino

Dhimoni rekuroya tugu . . . ‘gogo vanonwa ropa revanhu’

‘Tine mapere 6 -Nyoka 5 -Mazizi 5 -Bonga 1’ Liberty Dube naNgoni Dapira YAKAVE batai-batai mumusha weSakubva, kwaMutare, nemusi weMuvhuro svondo rapera apo veruzhinji vakamhanyidzana kunoona kamwe kasikana kane makore…

Mambo haakwaziswe…kana kuona chitunha -‘Anozoroyiwa kana kukuvadzwa’

Kingstone Mapupu KAZHINJI, pose panosangana vanhu vange vaine chinguva vasiri pamwe chete, vanokwazisana kana kupanana “chishanu” sekutaura kwevamwe. Kana parufu, vanhu vanobatana mawoko setsika dzemuZimbabwe.  Vakuru vematunhu – madzimambo, madzishe,…

Svondo mai vemba vakavharirwa pa‘next-door’

Kingstone Mapupu MURUME wekwaNyamweda, kuMhondoro, “akawachiswa” nemudzimai wake wechidiki, uyo waakanozivisa kumapurisa “semunhu ari kushaikwa” – izvo ainge akavharirana nechikomba chake muvakidzani – “panext door”, kwemazuva matanhatu. Kwenguva yose iyi, Tafadzwa

N’anga dzoedzana masimba -‘Ndinoda kumugadzira nemishonga’ -‘Ibva wanyarara, unomutsa zvirere’

Kingstone Mapupu KUNE n’anga mbiri dzinozivikanwa savana Tsikamutanda dziri kushandira kudunhu reMhondoro idzo dzatsvukisirana maziso dzichipomerana mhosva yekubirana mari. Musa Juma Gonamuroyi Garwe (38) ari kupomera imwe n’anga yaanoshanda nayo, Allan…

PSL 2015: triangle kana fc platinum…St Paul’s Musami ndiyo bedzi yakazviita

Abel Ndooka KUBVIRA pakatanga kutambira zvikwata zvenhabvu zvepamusoro zvemuno mumakwikwi ave kudaidzwa nekuti Castle Lager Premier Soccer League, mukombe wacho hausati wambohwinhwa nezvikwata zvinobva kunze kweHarare neBulawayo, kusara kwemuna 1966…

Africa inokurudzirwa kutsigira zveutano

Muchaneta Chimuka NYIKA dzemuAfrica dzinokurudzirwa kuti dzitsigire nyaya dzeutano zvizere nemari pamwe nezvimwe zvekushandisa sezvo dzisingakwanisi kubudirira pasina kusimukira kweutanho hweveruzhinji. Mashoko aya akataurwa nemutungamiriri weEthiopia, Prime Minister Hailemariam

Pachikoro pounzwa n’anga nemasvikiro

Kingstone Mapupu NYAYA yevana vanonzi vakatiza chikoro mushure mekuvhiringidzwa nezvinhu zvinonzi zvidhoma paNyanhunzi Secondary School, kwaBepura, kuGuruve, yakora muto zvichitevera musangano wakaitwa neMuvhuro svondo rapera nevakuru venzvimbo iyi pamwe chete…

Varimi vefodya vogunun’una

Kingstone Mapupu VARIMI vefodya vari kutsutsumwa zvikuru nekuchimbidza kuvharwa kwakaitwa mwaka wekutengesa chirimwa ichi kumisika vachiti kuita kwakadai kuri kuvamanikidzira kutengesa fodya yavo nguva yacho isati yasvika. Mwaka wekutengesa fodya gore…

×