Ndinotsvagawo murume anoda kuroora . . .

MAKADINI? Ndinotsvagawo murume anoda kuroora. Ndine makore 33 nevana 2 uye ndiri muHarare. Nhare yangu 0775 981 239. *****

Kana ukafa unoendepi?

IMBWA HAIHUKURE SADZA MUSHURE mekunge mukuwasha wangu afa achiita sekuti ane vanhu vakanga vachimurambidza kupinda kune imwe nzvimbo yaaida kuenda, hatizive zvakazoitika. Asi nyangwe akanga ave kufa, akanetsana nevanhu vatakanga…

MAONERO EDU: Zvikoro, vabereki shandai pamwe

ZIMBABWE inozivikanwa zvikuru pasi rose munyaya dzedzidzo. Ndiyo nyika iri pamusoro pedzimwe nyika dzose muAfrica pakuva nevanhu vanogona kuverenga nekunyora.

Amai vaSarudzai havadzoke kumba

CHITSAUKO 2 (Nyaya yacho: Enderero mberi) Murume wavo akabva abva pamba apa ndokuvasiira imba nemwanasikana mumwe chete uyo vainge vaita, Lydia sezita ratete ava, vakatanga

Murume oti ‘Mwana haazi wangu’

Kudakwashe Chinokuya MUKADZI nemurume vakakandirana mashoko makobvu nematate mudare pamusoro penyaya yemendenenzi murume achiti haabvisi mari yekuchengeta mwana asiri wake apo aipomera mudzimai uyu kuita zvechipfambi.

maticha anotsvodana vana vechikoro varipo . . . Vanombogarana pamakumbo pwere dzakayeva

MUDARE raMambo Chihota mune nyaya yevarairidza vaviri vepaFuramera Primary School — murume nemukadzi — avo vari kunzi vanodanana zvekusvika pakutsvodana nekugarana pamakumbo vana vechikoro vachiona.

Cde jz Moyo vakabata basa guru

RIMWE remagamba akavigwa pamarinda eNational Heroes Acre ndiCde Jason “JZ” Ziyaphapha Moyo avo vaive mutevedzeri wemutungamiriri webato reZAPU munguva yehondo yekusunungura Zimbabwe kubva muhutongi hwevadzvanyiriri.

Nyika kuna Rudo yoita mhidigori. . . ava kungofungisisa

CHITSAUKO 17 (Nyaya yacho: Enderero mberi): Anobva atya kukotsirazve achitya kurota mazikuhope anotyisa kudaro. Kunze pakunochena, anomuka ndokugadzira mubhedha wake

4 vonomirira Zim kuSingapore

ZIMBABWE ine vadzidzi vana avo vari kumirira nyika kumakwikwi epasi rose ekukakavadzana, eWorld Schools Bebating Champions, ayo akatanga neChipiri svondo rapera kuSingapore.

N’anga nemaporofita vakatorerwa zvitupa

SANGANO reTraditional Medical Practioner’s Council (TMPC), richishanda pamwe nereZimbabwe National Practitioners Council (ZINPA), rakatora marezinesi 40 evarapi vechivanhu vaishanda zvisiri pamutemo nedonzvo rekuchengetedza utano hweveruzhinji.

×