‘Vabereki nevakuru vezvikoro batanai’

Daphne Machiri VAKURU vezvikoro nemasangano anomirira vabereki, emaSchool Development Committe, vanokurudzirwa kuti vashande pamwe chete kwete kugara vachirwisana izvo zvinodzorera budiriro yedzidzo shure. Vachitaura pamabiko ekupihwa kwemibairo kuvana, vadzidzisi nezvikoro,

— Mudzidzisi rairai —

MWEDZI YEGORE CHINO chidzidzo chinobva mukukoka kwatinoita varairidzi kuti vadzidzise vana chiShona chamandorokwati chinonzi “MUDZIDZISI RAIRA”. Chidzidzo chino chinobva kumumwe murairidzi wepaDewe Primary School, kuGokwe North. Vana vangadzidza sei mwedzi yegore

Nhumbu inoshaya muridzi sei?

KARE vasikana vaikura vachinzwa nekuziva kuti unoroorwa kana wakura. Asi zvekuti unoita bonde vakanga vasingazvizive. Kare vasikana vaisaita nhumbu dzisina varidzi. Takatotangawo kudziona nekudzinzwa mazuva ano kuti munhu anogona kuita…

Varoyi vawandisa kuno: Madzishe

Munyori weKwayedza MAMWE emadzimambo ekuManicaland akataurwa nawo pamusoro pekasikana kekubatwa nemweya kana kuti dhimoni ndokutanga kushita senyoka kachizvongonyoka nedumbu, vanoti nyaya dzehuroyi dziri kuramba dzichiwanda, zvikuru kunzvimbo dzekumaruwa. Vakafanobata

Hunzenza kana kuti ishavi

Kingstone Mapupu NYANZVI munyaya dzezvetsika nechivanhu, VaJonathan “Sekuru Mupamombe” Shonhiwa (49), vekuChiredzi, vanoti kune mashavi anogona kubata munhukadzi akaroorwa kuti aite chipfambi kozoitawo nyaya dzekuda mari zvakanyanyisa. “Vamwe vanogona kunge…

O-LEVEL — NDIKO KUSASANA: Mugadzi anovimba naMasimba pabasa

Ticha Tichaziva CHITSAUKO 1 (Ongororo): Muchitsauko ichi pane zvatinodzidza maererano nehunhu nemaitiro aMasimba, mukomana uyo aishandira Mugadzi. PaPeji 5 tinonzwa kuti, “Masimba aiita basa nemazvo . . . Mugadzi aifarira…

Chechi yesda yovakisa zvimbudzi

Memory Mangombe CHECHI yeSeventh Day Adventist (SDA) iri kubatsira mukuvakisa zvimbuzi paMarirangwe Secondary School, kuBeatrice, nechinangwa chekuchengetedza utano hwevana uyezve yakacheresa chibhorani pachikoro ichi. Muhurukuro nakanzura weWard 11, VaClever

Masiraha asina kunyoreswa hokoyoyi

Muchaneta Chimuka HURUMENDE ine hurongwa hwekuvharisa masiraha ose anotengesa nyama asina kunyoreswa zviri pamutemo senzira yekuunza kugadzikana muindasitiri yezvipfuyo pamwe nekurwisa kupararira kwezvirwere. Vachitaura nevarimi vakapinda musangano weZimbabwe Dairy Farmers

A-LEVEL — PAFUNGE: Rudo anorota hope dzinotyisa

Ticha Tichaziva CHITSAUKO 16 (Ongororo Enderero mberi): Enzaniso yekutanga tinoiona apo tinotanga kuverenga chitsauko ichi. Mavhuvhutiro aiita mhepo apo kwainge kwoda kunaya dzvotsvotsvo remvura kunonyatsoburitswa apo zvinonzi mhepo yakange yopitimidza…

Vana vakaratidzira mabasa emaoko

Daphne Machiri VANA vechikoro, kubvira kukireshi kusvikira Form 6, svondo rapera vakawana mikana yekuratidzira matarenda avo mumabasa emawoko akaita sekuveza pamusoro pekukosha kwekuchengetedza matoro pasi pechirongwa chaitsigirwa nesangano reNational Art…

×