— Ziva —mwena
MWENA iri pakasiyana-siyana. Mwena wembeva, gurwe, nhuta, nyoka kana sambani unowanikwa muvhu. Mwena uri pachuru unenge wave kunzi guru. Mwena uri pamuti inenge yava mhango. Mwena uri mugomo uyo unoenda…
Mushandi wemumba aiyamwisa vana va‘shefu’
MUKADZI wechidiki wekupomerwa kuyamwisa vana vaviri vemudzimai waanoshandira akamiswa mudare reChitungwiza Magistrates’ Courts akatarisana nemhosva yekumbunyikidza vana ava pamwe nekusakoshesa utano
Ndaiti imimba yevana 9: Josphine
MADZIMAI Mensista Josphine Chavhunduka (38) vekuMarshlands, kuNorton, avo nguva yapera vakavhiiwa dumbu raive rakazvimba zvakanyanyisa kuchipatara cheChitungwiza Central Hospital ndokuburitswa chinhu
Chimukuyu Chenyama Yevanhu Chakabva Zaka – zinatha
‘N’anga ngadzipe umboo mumatare’ Muchaneta Chimuka SANGANO rinomiririra n’anga nemaporofita, reZimbabwe National Traditional Healers Association (Zinatha), rinoti kusasikwa kwenyama yevanhu nevaroyi ichiitwa chimukuyu kwakatangira kuZaka. Mukuru weZinatha, VaGeorge Kandiero, vanoti vakaita…
Akadyiswa huku mbishi nezvigure
Daphne Machiri MUKOMANA wechidiki wekuEpworth, muHarare, uyo aimbova shasha yezvigure anoti afunga kusiyana nemabasa akaipa aya uye anoda kufumura mhiko dzezvinyau sezvo iye ava muporofita. Emmanuel Mbirimi (22), uyo anogara kuMakomo…
Batsirai nherera dzehiv neaids
SANGANO rinoona nezvekurwiswa kwekupararira kweHIV neAIDS pasi rose, reUNAIDS, rinoti muZimbabwe pari zvino mune vana vanosvika 890 000 avo vanove nherera zvichitevera kufirwa kwavakaitwa nevabereki nekuda kwedenda iri. Vamwe vevana ava…
Dr Nkomo vakabata basa guru
Munyori weKwayedza DR Joshua Mqabuko Nyongolo Nkomo, avo vaive mutevedzeri wemutungamiriri wenyika, vakashaya muHarare musi wa1 Chikunguru 1999. Vakange vave nemakore 82 okuberekwa uye vakavigwa kumarinda emagamba enyika eNational Heroes…
Ndava musvuu: Tsandukwa
Memory Lemani MUMWE samusha akachema-chema mudare achida kuti ridzikise mari yemendenenzi yaari kubhadhara pamwedzi achiti upenyu hwamuomera zvekusvika pakudya nhoko dzezvironda. Grassmore Tsandukwa akaendesa aimbova mudzimai wake, Gladys Sandi, kuHarare Civil…
Akakandwa musuweji….vanetserana chikwereti
Nyasha Mutena MURUME wekuChitungwiza wekupomerwa kuramba kubhadhara chikwereti, anonzi akapona neburi retsono apo akazvambaradzwa ndokuzokandwa mumugero waive uzere tsvina yesuweji ndokusara akuvara gumbo. Shingirai Manyowa (32), anogara panhamba 287 Unit G,
‘Murwere’ akaba mari nenhare
Nyasha Mutena MUDZIMAI wekwaSeke wekubatsira mumwe mukadzi waaifunga kuti murwere, uyo akawira pamakumbo ake achiti ainzwa dzungu, akazozvidemba apo akabirwa mari pamwe chete nenharembozha kuChitungwiza nguva pfupi yadarika. Gladyness Mabukwa (28)…





