A-LEVEL — pafunge: Rudo: Mwana ava kupenga nerudo

CHITSAUKO 15 (Nyaya yacho: Enderero mberi) Mukuru wechikoro anouya netsamba dzakawanda ndokukumbira ruregerero maererano nokunonoka kuuya kwadzo odzipa vana poonekwa kuti zita raRudo rinodanwa katanhatu kuti auye kuzotora tsamba dzake.

Takarozvwa nen’anga nemaporofita – Maidei

MAI Maidei Nemhara (46), vekwaSabhuku Mutake, kwaChinhamora kuDomboshava, mumwe wevakadzi vakavhiiwa pachena kuchipatara cheChitungwiza Central Hospital mushure mekutambudza nedumbu ravo iro raive

Tsuro nenungu mumwena mumwe . . .Vakadzi nevarume Muchimbuzi chimwe

DAMBUDZIKO rekushomeka kwezvimbuzi zveveruzhinji muguta reHarare rasvika pakanyangara izvo zvave kuita kuti mune dzimwe nzvimbo varume nevakadzi vashandise chimbuzi chimwe chete.

vakadzi vematumbu: ‘takadzoka kumakuva’

VAKADZI vatatu vekuzvimba matumbu avo zvakanyanyisa sevainzi vaiva nemimba dzisingazvarwe kwemakore akawanda asi vose ndokuzovhiiwa vakawanikwa vaine “mitumba yezvinhu” vari kuiimba rwiyo rwumwe chete:

O-LEVEL — makunun’unu mawodzamwoyo: Musoro webhuku unobuda pachena

CHITSAUKO 20 (Ongororo): Chitsauko ichi chinobatsira muverengi kuti anyatse kunzwisisa kuti musoro webhuku iri, “Makunun’unu Maodzamwoyo”, unoreva kuti kudini. Mutsamba inonyora Monika ichienda kuna Tendai ndimo matinobva tanyatsa

— Ziva —mwena

MWENA iri pakasiyana-siyana. Mwena wembeva, gurwe, nhuta, nyoka kana sambani unowanikwa muvhu. Mwena uri pachuru unenge wave kunzi guru. Mwena uri pamuti inenge yava mhango. Mwena uri mugomo uyo unoenda…

Mushandi wemumba aiyamwisa vana va‘shefu’

MUKADZI wechidiki wekupomerwa kuyamwisa vana vaviri vemudzimai waanoshandira akamiswa mudare reChitungwiza Magistrates’ Courts akatarisana nemhosva yekumbunyikidza vana ava pamwe nekusakoshesa utano

Ndaiti imimba yevana 9: Josphine

MADZIMAI Mensista Josphine Chavhunduka (38) vekuMarshlands, kuNorton, avo nguva yapera vakavhiiwa dumbu raive rakazvimba zvakanyanyisa kuchipatara cheChitungwiza Central Hospital ndokuburitswa chinhu

Chimukuyu Chenyama Yevanhu Chakabva Zaka – zinatha

‘N’anga ngadzipe umboo mumatare’ Muchaneta Chimuka SANGANO rinomiririra n’anga nemaporofita, reZimbabwe National Traditional Healers Association (Zinatha), rinoti kusasikwa kwenyama yevanhu nevaroyi ichiitwa chimukuyu kwakatangira kuZaka. Mukuru weZinatha, VaGeorge Kandiero, vanoti vakaita…

Akadyiswa huku mbishi nezvigure

Daphne Machiri MUKOMANA wechidiki wekuEpworth, muHarare, uyo aimbova shasha yezvigure anoti afunga kusiyana nemabasa akaipa aya uye anoda kufumura mhiko dzezvinyau sezvo iye ava muporofita. Emmanuel Mbirimi (22), uyo anogara kuMakomo…

×