Omanikidza mudzimai kutora chikwereti
Memory Lemani MURUME wekunzi ari kushungurudza mukadzi wake achimumanikidza kuti atore chikwereti kubasa kwake chekuti awane mari yekutangisa bhizimusi akazomhan’arirwa kudare redzimhosva. Monalisa Mvundura akaendesa Christopher Manobva kuHarare Civil Court achiti…
Ngozi tugu pashiri…Musikana wekuchekereswa opfuka ari gunguwo
Kingstone Mapupu KWAZIMUNYA kudunhu reMutare kwakaitika manenji nguva yadarika apo ngozi yemusikana akafa nekupondwa mugore ra1972 yakabudira pashiri yerudzi rwegunguwo ichataura kumhuri yanyakuponda zita rake zvose nemafiro aakaita. Mambo Zimunya, VaKiben…
‘wakandibira penjeni’
Memory Lemani VANHU vaive mudare vakashamiswa apo mumwe mukomana wechidiki akazvuzvurudza imwe harahwa achiti iri kushungurudza mhuri yake ichimupomera kuti akaibira mari yepenjeni. Shingai Mutambikwa akamhan’arira John Mangwenjere kuHarare Civil Court…
Vana nherera vodzidziswa
Muchaneta Chimuka SANGANO rakazvimirira reWorld Education riri kubatsira mudzidzo yevana vanotambura kumaruwa uye pari zvino riri kutsigira chikoro cheSimbarashe Out Of School Education Programme chiri kuMhondoro. Chikoro ichi chinotungamirirwa naVaRichman Rangwani…
‘huwori muchipurisa bodo’
Malven Mugadzikwa MAPURISA ari kukurudzirwa kuti vashandise hunyanzvi hwavanenge vadzidziswa mubasa ravo mukuchengetedza veruzhinji pamwe nerunyararo munyika kwete kuti vapanduke vopedzisira vave kuita mabasa ehuwori nehumbavha. Mashoko aya akataurwa svondo rapera
World Bank yotsigira dzidzo
Daphne Machiri BHANGA repasi rose, reWorld Bank, riri kubatana nesangano reAfrican Union mukusimudzira fundo kumayunivhesiti, zvikuru yezvidzidzo zvemabasa emawoko pasi pechirongwa cheAfrican Centres of Excellence (ACE II). Vachitaura nguva pfupi yadarika…
Vodzidziswa kuchengetedza zviwanikwa
Daphne Machiri MASANGANO akasiyana ari kubatana mukudzidzisa vana vechikoro kukosha kwekuchengetedza zviwanikwa zvakaita semasango, mhuka, ivhu pamwe nemiti pasi pechirongwa cheEco-Schools Programme. Chirongwa ichi chiri kutungamirirwa neMukuvisi Woodlands yabatana nemamwe
Icasa yotinhira muZim
ANENGE ari makuwerere kubva musi wa29 Mbudzi kusvika 4 Zvita muguta reHarare apo pachange pachiitwa musangano weInternational Conference on AIDS and STIs in Africa (Icasa) uyo uri kutarisirwa kupindwa nevanhu…
Vakoti 29 vakapedza zvidzidzo
Daphne Machiri VAKOTI 29 vakapihwa zvitupa zvekupedza zvidzidzo zvemutauro wemasaini (sign language) pachipatara cheParirenyatwa Group of Hospitals izvo zvinotarisirwa kuvabatsira zvikuru mukuita basa ravo. Pavakoti ava, 25 vavo vanhukadzi uye zvidzidzo…
Ndakaroora asiriye!
MAKADII tete? Ndiri mukomana ane makore 28 okuberekwa. Dambudziko rangu rakamira seizvi: Rimwe zuva ndakakwira motokari yaichovhwa nemukadzi. Munongozivawo kana madzimai achityaitra madhirezi anenge achikwirira kumusoro. Ndakabva ndatorwa moyo ndokukanda…








