O-LEVEL — MAKUNUN’UNU MAWODZAMWOYO…Monika anobara mwana mukomana
Ticha Tichaziva CHITSAUKO 20 (Nyaya yacho: Enderero mberi): Shamwari yaTimoti, Naison Gomo, inotora Monika ichinomuratidza kumba kwaTimoti, murukisheni rweMbare uyo anomutaurira zvose zvakanga zvaitika achimuchengeta sehanzvadzi yake kwesvondo mbiri achimutsvagira…
GRADE 7…Kupindana kwemazuva
Ticha Tichaziva NGUVA ndiwo musimboti wehupenyu nekuti chese chinoitwa chinofanirwa kududza nguva yachaitwa uye kuti chaitirwei panguva iyoyo. Kana kuri kubarwa kunoitwa munhu kunotochengetedzwa nekutorwa kwenguva yaazvarwa uye nemusi wacho…
A-LEVEL — PAFUNGE…Pachikoro Rudo ndiye ongorehwa
. . . anozorova mumwe musikana Ticha Tichaziva CHITSAUKO 14 (Ongororo: Enderero mberi): Handiti aitowanikwa nomukomana ane kumushawo saiye? Vaifunga kuti Joe chidhakwa here kana kuti munyengeri? Ko, mashoko avakataura…
— Mudzidzisi raira —
ZVISAZITASINGWI CHINO chidzidzo chinobva mukukoka kwatinoita varairidzi kuti vadzidzise vana chiShona chamandorokwati chinonzi “MUDZIDZISI RAIRA”. Chidzidzo chino chinobva kumumwe murairidzi wepaCrescent College Harare. Ichi chikamu chichabatsira vana vegwaro rechina nerechitanhatu…
Maonero edu: Rangai vana murudo, tsitsi
MAZUVA ano pane nyaya iri kutsviriridza, inova yekuti vabereki pamwe nevarairidzi vane mvumo here yekuranga vana senzira yekuvapinza mugwara rakanaka.
Ofemeswa nechikwama cheraki
MURUME wekuEpworth, muHarare, ari kuita “kuimba” chaiko achibuda pachena kuti atambura nemazwi aanonzwa munzveve dzake asi pasina vanhu vanenge vachitaura naye zvichitevera kurasa kwaakaita chikwama chaakapihwa
Amai vakagumbuka . . .Vanorovera zamu pamuhacha… Kana kukamira mukaka pasi
PACHIVANHU zvinonzi kana mwana akatsamwisa kana kushungurudza vabereki vake zvekusvika pakugunun’una, zvinopa mwana iyeyo rushambwa kana kuti munyama.
hatidi kurohwa: vana…‘Vadzidzisi zivai pamunogumira’
VANA vechikoro vanoti havadi kurohwa nevarairidzi kana vakuru vezvikoro nekuti dzimwe nhengo dzavari kurohwa sekumagadziko hadzikodzeri.
Shoo yeMarondera yorongwa
ACHANGE ari makuwerere kudunhu reMarondera nguva iri kutevera apo varimi vechidzimai vanenge vachiratidzira zvirimwa pamwe nezvigadzirwa zvavo zvemabasa emawoko pashoo yeMarondera Rural District Show
‘Ndinobhurwa nemukadzi’
Memory Lemani MURUME anogara achizvindikitwa nemudzimai wake pamberi pevana vavo akazonopotera kudare mushure mekunge adzingwa pamba.







