Wabata murefu, wabata mupfupi
VANHU vanowaridza zvitengeswa pakati peguta reHarare vatsika madziro vachiramba kubva muguta vachiti hapana kumwe kwavangaenda kunorima mari nokuti muguta ndimo mune vanhu vanokwanisa kuvatengera zvinhu zvavo kuti vararame nemhuri dzavo.…
IMBWA HAIHUKURE SADZA: Kufumira foni sekunonzi isipo
KUNGOMUKA watobata foni, kuti isipo kana tauro rekugezesa here? Nguva dzemangwanani inguva dzerunyararo, nguva dzekuputunura pasuru dzezuva idzva mupfungwa usingamhanye-mhanye. Zvino ndipo paunoona kuti kune vamwe vanhu vanoshamisa zvekuti vanongofumira
Varimi vochema nezvipfukuto
Muchaneta Chimuka VARIMI vekuHwedza kudunhu reMashonaland East nevamwe vari kumativi mana enyika vari kushungurudzwa nezvipfukuto izvo zviri kuita kuti goho ravo ringe richiderera zvikuru kana zvichienzaniswa nemakore adarika. Ongororo yakaitwa nevadzidzi…
Fodya inokosha Us$509m yakatengeswa
Kingstone Mapupu FODYA yakatengeswa kumisika yose kubva pakavamba mwaka wekutengesa chirimwa ichi kusvika parizvino inokosha US$509 592 738 iine huremu hunoita 172 337 810 kgs. Zvakadaro, gore rapera panguva imwe chete…
Ndakadarika Messi: Chunga
Abel Ndooka SHASHA yakambonetsa mumutambo wenhabvu, Moses ‘Bambo’ Chunga, anoti akaita mbiri kudarika yaLionel Messi mutambi weBarcelona makore ayo aakatambira chikwata cheSC Wendracht Aalst chekuBelgium. Razorman, sekuzivikanwa kunoitwa Chunga zvakare, akatambira…
Chiwandire osimukira mutsiva
Abel Ndooka MUTAMBI wetsiva wechidzimai ari kusimukira, Kudakwashe Chiwandire (19) anoti ari kutarisira kufamba mumatsimba evamwe vakaita mukurumbira vanoti Diana Makumbe naMonalisa Sibanda. Chiwandire anorwa muboka reAmateur uye parizvino ari kugadzirira…
‘Kundiyanika pachena kudaro mai mwana’
Sandy Musungata MURUME anoshanda paMadziva Teacher’s College akachema-chema mudare achida kuti rimudzikisa $400 yemendenenzi yaidiwa nemudzimai wake yekuchengeta vana vatatu sezvo ari kuti akamomoterwa nezvikwereti. Judy Garabha, uyo anova mukoti, akaendesa…
Muzvinhabhizimisi akasiiwa pachena
Memory Lemani MURUME ane mabhizimisi kuChitungwiza, wekutadza kubhadhara musharukwa akamuitira basa rekupenda chitoro chake, akamiswa mudare ndokubatwa nemhosva. Tafirenyika Wara akaendesa Sheperd Jiri kuHarare Civil Court achida US$250 yekupenda kwaakaita chitoro…
No. 1: Eaglesvale, Glen View 1 High
Memory Lemani CHIKORO cheEaglesvale Primary School ndicho chakatora mukombe wekubudirira kwevana pabvunzo dzeGrade 7 dzeZimbabwe School Examinations Council (Zimsec) dzegore rapera mudunhu reGlen View/Mufakose District apo vana vepo vakapasa nechikamu…
— Ziva — nyenyedzi
Nyenyedzi MUDENGA mune makore, zuva, mwedzi nenyanyedzi. Nyenyedzi dzinonyatsoonekwa zvakanaka husiku kana muri kumusha kusina magetsi. Nyanyedzi dzinotori nemazita akasiyana-siyana, uye dzinozivikanwa nemarongerwo adzo, pamwe chete nenguva yadzinoonekwa. Mamwe mazita…







