Kufa uri imbwa
IMBWA HAIHUKURE SADZA NHAIWE, kufunga kwako mumakore makumi mashanu ari kutevera, nyika yeZimbabwe ichange yave nevanhu vakaita sei? Ndiri kurwadziwa nemarize echiporofita ari kufamba muchechi achiruma mweya yevanhu ichibva yafa.…
zvakakoshera africa day
ZIMBABWE nemusi weMuvhuro unotetevera, 25 Chivabvu, ichabatana nedzimwe nyika dzose dzemuAfrica mukupemberera zuva reAfrica Day.
Mukadzi achonera kuAngola
Sandy Musunguta VAMWE samusha vakagunun’una mudare vachiti mudzimai wavo anoenda kunochonera kunyika yeAngola kwemwedzi inosvika mina achihodha zvekutengesa apo ivo vanenge vasara nevana kumba.
Oau yakadhiritsa dhiri ravapambepfumi
MWEDZI wokupembedza dunhu reAfrica unozadziswa musi wa25 May apo vanhu veAfrica vanenge vachicheredza makore 52 okuzvarwa kwesangano reOrganisation of African Unity (African Union).
Rudo anoverenga dhayari ramufundisi
CHITSAUKO 10 Ongororo: Enderero mberi Tinodzidza zvinhu zvitatu maererano netsika nemaitiro evanhu. Tinotanga nekunzwa kuti Phainos Kamunda akambenge ari mudzidzisi
VaMushayazano vatiza muchipatara
CHITSAUKO 15 (Ongororo: Endererro mberi) Dzimwe enzaniso tinodziona pachibatanidzwa nedzokororo apo amai vaMonika vanoda kumuratidza kuti kana aroorwa naMujubheki
Zvikwata zvokweshana mupsl
KUNENGE kusingadanwe anonzwa svondo rino mumitambo yeCastle Lager Premier Soccer Leagu apo zvikwata zvichange zvichikwikwidzana kurwira kuenda pamusoro pelog.
Chimutsamapfihwa nemusengabere
Ticha Danga “TAUYA naye nemagumbeze Muroora, tauya naye,
‘Harisi shura, zvinoitika izvi’
IMWE nyanzvi yekuchikamu chinoona nezvemhuka, cheVeterinary Services Department, inoti zvinogona kuitika kuti mhuka ibereke mwana ane misoro miviri uye kazhinji pakadai apa inenge ichida kuita manyambiri izvo zvinozokona nekuda kwezvikonzero…
Ndiri mukadzi ane makore 39 ndinoshanda muHurumende . . .
MAKADII? Ndiri mukadzi ane makore 39 ndinoshanda muHurumende uye ndine vana 4. Ndinotsvagawo murume anoda zvekuvaka anonamata ane makore 40 kusvika 55. Nhare yangu 0775 231 760.

