Lafarge yoedza kusimudzira utano

KAMBANI yeLafarge Cement Zimbabwe yakatangisa chirongwa chekusimbaradza nyaya dzeutano kuburikidza nekupa chenjedzo kune veruzhinji, kunyanya vari munharaunda yeMabvuku neTafara.

Kunonoka kunyoresa pamuviri kunokonzeresa

SANGANO reNational AIDS Council (NAC) rinoti kunonoka kunyoresa kusikero kwemadzimai akazvitakura kuri kukonzera kuti vana vamwe vaberekwe vaine utachiona hweHIV mukore uno.

Mari ngaishandiswe nemazvo: Mavhima

MUTEVEDZERI wegurukota redzidzo repuraimari nesekondari, Professor Paul Mavhima, vanoti zvikoro zvinofanira kushandisa mari yelevy mukuunza budiriro inoonekwa muzvikoro.

Ndinokwangwaya: Hwindi

HWINDI wekuendeswa kudare nemukadzi wake achida kunzi abvise $160 pamwedzi yekuchengeta mwana akachema-chema achiti hapana kwaaikwanisa kuwana mari iyi sezvo ari kutokwangwayawo.

DETEMBA TINZWE: NDINI MUTI

Nyorai nhetembo pfupi seriri pazasi motumira ku: Nhetembo, Kwayedza Box 396 Harare kana kutumira pa-Email inoti [email protected] kana kuzosiya pamahofisi edu ari paHerald House, muHarare. Musakanganwe zita remunyori, chikoro negwaro…

Akazvikanda mudziva resuweji

MURUME wechidiki wemumusha weNew Tafara, muHarare, akanozvikanda mudhamu retsvina yemasuweji ndokufiramo apo aimhanya achiti aitiza kurohwa nezvinhu zvaionekwa naiye chete.

MAONERO EDU: Unowana chii nekuuraya?

SVONDO rapira takaburitsa nyaya mbiri dzemabasa akaipa zvikuru anoitika munharaunda dzatinogara. Nyaya idzi dzaiva pamusoro pemumwe mukadzi nekamwe kasikana vekwaZimunya, kwaMutare, avo vaitongwa kudare ramambo weko nemhosva dzekuroya vamwe vanhu

‘Uri kudanana Nemaroja edu’ . . . Gogo voudzwa nasekuru

‘Tukomana tuduku chaitwo’ Memory Lemani CHEMBERE neharahwa vakanetsana zvekusvitsana kumatare apo mudzimai aiti murume wake ari kumupomera mhosva yekudanana netukomana twechidiki twunoroja pamba pavo.

NHAMO HAIBVE PANE IMWE

Akambobviswa gumbo Otambura negomarara

ZIM NERUSSIA DZOSIMBARADZA HUSHAMWARI

PRESIDENT Mugabe nemusi weChipiri svondo rino vakadzoka kumusha vachibva kunyika yeRussia uko vakange vashanya ndokuita hurukuro nemutungamiriri wenyika iyi, VaVladimir Putin, dzakanangana nekusimudzira upfumi pakati penyika iyi neZimbabwe.

×