‘Vana vose vane matarenda avo’

Malven Mugadzikwa VANA vakaremara mitezo vane kodzero yekuwana dzidzo yakazara pamwe nekupinda munyaya dzemitambo kuti varatidze zvipo zvavo izvo zvinogona kuvapa raramo mune remangwana. Mashoko aya akataurwa svondo rapera muHarare naEducation…

O-LEVEL — MAKUNUN’UNU MAODZAMWOYO: Monika haambofa akaramba Timoti

Ticha Tichaziva CHITSAUKO 13 (Ongororo: Enderero mberi) Enzaniso tinodziona dzichirunga mutauro. Tinotanga kusangana neinotiratidza kunyarara kwainge kuripo pakati paTimoti naMonika apo vainge vachifamba izvo zvinonzi vainge vati zi-i “sapafiwa” (66)…

Aibvisa mendenenzi yemwana akaroorwa

Memory Lemani MURUME wekubhadhara mari yekuchengeta vana vana, mumwe wacho akatoroorwa, akaenda kudare achida kuti mari iyi dzikiswe. Norman Chivaka akaendesa mudzimai wake, Sarah Sadya, kudare reHarare Civil Court achida kuti…

Chidhakwa chine degree

MAIKORO aive chidhakwa chine degree rekunwa doro. Degree rekunwa doro nekudhakwa zvekudhakwa zviya. Aiita zvekushambira mariri, achirikwekweta zvedi. Mukadzi airova. Vana akanga asina hanya navo. Dzimwe nguva aiti akabuda kuenda kubhawa…

Oyaura nezibundu mumusoro

Malven Mugadzikwa MURUME wekwaChihota anoti ari kutambura zvakanyanya nemarwadzo ari kukonzerwa nezibundu guru riri kugotsi kwake (growth) iro rakangonyuka naizvozvo ari kutsvagawo rubatsiro rwekuti arwapwe. VaMhofu Phenias Charakupa (63), avo vanogara…

‘Vatambi siyanai nezvinodhaka’

Abel Ndooka VATAMBI verugby nemimwe mitambo yakasiyana vakakurudzirwa kuti vachengetedze miviri yavo uye kuti vasiyane netsika yekutora zvinodhaka sezvo izvi zvichikanganisa remangwana ravo. Muhurukuro neKwayedza svondo rino neMuvhuro pachikoro chePrince Edward,

‘Roja haripihwe mwana’

Sandy Musungata SAMUSHA vekuendesa mudzimai wavo wekutanga kudare vachiti vanoda kupihwa mwana kuti vachengete sezvo mukadzi uyu ave kugara kuAustralia vakaudzwa pachena kuti havagone kumuriritira sezvo vari musvuuganda dzvinyu risina…

Dambudziko rechirwere chenzeve

Muchaneta Chimuka CHIRWERE chenzeve chinowanzotambudza vanhu munguva yekutonhora nekuti chando chinoita kuti0 machubhu emunzeve azvimbe kana kuvhara. Ongororo yakaitwa nesangano rinomirira kodzero dzevanhukadzi, reWomen’s Action Group, iyo yakaburitswa mubhuku rinonzi

GRADE 7: Zverudo newanano

Ticha Danga NHOROONDO yerudo nekuzowanana haizi nyore uye inoda kuzvipira, kunyanya kana pachida kuzobuda chakanaka. Kana zviri zvekutungana kwembudzi muchiwaya ndipo tinoona kusairirana kunyanya pachinge paita mimba nekuti vanhu vanenge…

Gadziriro dzekurima gorosi dzotanga

Muchaneta Chimuka VARIMI vanokurudzirwa kuti vachitangisa gadziriro dzekurima gorosi remuchando parizvino kuitira kuti vafambirane nenguva. Mashoko aya akataurwa nemukuru anoona nezvekushambadzwa kwezvinhu kukambani yeSeed-Co Zimbabwe VaIvan Craig vachiti zvakakosha kuti varimi

×