Mapeza ari panguva yakaoma

Abel Ndooka KUNOTSVA demo kuchisara mupinyu svondo rino mumitambo yeCastle Lager Premier Soccer League apo zvikwata zvose zvinenge zvichikwikwidza zvichirwira kuenda pamusoro pelog. Mitambo iyi ichatanga musi weChishanu pazororo revashandi reWorker’s…

Shanda nesimba iwe mushandi

NECHISHANU chino, musi wa1 Chivabvu, vashandi vemuZimbabwe vachabatana nevamwe pasi rose mukucherechedza zuva revashandi. Gore rino mhemberero idzi dziri kuitwa apo Hurumende iri kutora matanho akananga kuona kuti kodzero dzevashandi…

Zvaisava nyore: vanyori

Muchaneta Chimuka VANYORI vemabhuku nenhetembo vanoti zvaisava nyore kuita basa ravo, zvikuru kunyora pamusoro pezvematongerwo enyika, munguva yehutongi hwehudzvanyiriri hwemabhunu. Munyori ane mukurumbira, Aaron Chiundura-Moyo, anoti yaive mhosva huru kunyora pamusoro

hiv/aids: Moto ngaudzimwe

HUWANDU hwevanhu vari kutapurirwa utachiona hweHIV pari zvino hwaderera kana zvichienzaniswa nemakore adarika, vanodaro VaAmon Mpofu, avo vanova monitoring and evaluation director kusangano reNational Aids Council. VaMpofu vanoti huwandu hwakaderera kuenda

Vashandi votaura nezvemari

Kingstone Mapupu NEMUSI weChishanu svondo rino, vashandi vemuZimbabwe vachabatana nevamwe vepasi rose mukucherechedza zuva revashandi, rinodaidzwa kuti Workers Day. Zuva iri riri kucherechedzwa panguva iyo gavhuna webhanga guru renyika, reReserve Bank…

‘Vana mhan’arai, musatyisidzirwe’

Muchaneta Chimuka Nyaradzo Mashayamombe, uyo anova mukuru wesangano reTag A Life, iro rinorwira kodzero dzevana – zvikuru avo vachiri kuenda kuchikoro – anoti vana vechikoro vanofanira kumhan’ara nyaya dzose dzine…

Fodya yakatengeswa inokosha $129m

Kingstone Mapupu FODYA yatengeswa kumisika yakasiyana parizvino kubvira kutanga kwemwaka wekutengesa uyu mwedzi wapera inokosha US$129 miriyoni anova makgs 50 miriyoni. Mashoko akabva kukambani yeTobacco Industry and Marketing Board (TIMB) anorakidza…

Ndinorota kumakuva

 TETE Chipangamazano makadii? Ndiri murume ane makore 29 okuzvarwa, ndine mwana mumwe chete asi takasiyana naamai vake makore mashanu adarika. Ndine musikana wandiri kufambidzana naye zvekuti tave kutoronga kuroorana. Nemusikana uyu…

Bhadhara nekuti unotengesa mupeta’

Memory Lemani MURUME anoshanda samakanika, wekunzi anotengesa doro remukoto zvakare asi achitadza kuriritira mhuri yake, akazvuvirwa kudare nemudzimai wake achida $300 pamwedzi yekuchengeta vana vatatu. Elizabeth Moyo akaudza mutongi weHarare Civil…

Chave chigondora chakura

ZVAVE namakore akati kuti uchiona vana veZimbabwe vachizadza nhandare nedzimwe nzvimbo kunenge kuchicherechedzwa mazuva akakosha munyika: Independence nezuva ramagamba namauto anochengetedza nyika. Zvimwe chetewo panovigwa magamba kumarinda eHeroes Acre,

×