Grealish onzi akasununguka

TIM Sherwood anoti Jack Grealish akasununguka kusarudza nyika yaanoda kumiririra mumutambo wenhabvu asi akamukurudzira kuti ngaatore nguva yake kufunga nemwoyo wese.

Kurima ngakuve bhizimisi: Kanhanga

 Malven Mugadzikwa VARIMI vefodya vakakurudzirwa kutora basa ravo sebhizimusi uye kushanda pamwe chete nemakambani anovatsigira nedonzvo rekuti vabure goho repamusoro zvinozoitawo kuti zvirimwa zvavo zvitengwe nemari inovapa

‘Rimai zvirimwa zvemuchirimo’

Kingstone Mapupu VARIMI vanokurudzirwa kushandisa mukana wemvura iri kunaya kuti varime mbesa dzemumwaka wechirimo idzo dzinosanganisira gorosi nezvimwewo sezvo ivhu remuminda yavo richatora nguva refu rakanyorova.

Japan yakatsigira Zimbabwe neus$1,5m

Muchaneta Chimuka HURUMENDE yeJapan yakatsigira Zimbabwe nemari inosvika US$1,5 miriyoni kuburikidza neUnited Nations World Food Programme (WFP)  iyo yakananga kubatsira vanoshaya nezvekudya apo nyika ino  yakatarisana

Kuti handina kugadzirwa ini?

MAKASIMBA here tete? Ndiri murume ane makore 44 ekuberekwa. Ndine mukadzi nevana vashanu. Ndinogara kuimba yedu muguta nemhuri yangu uye ndakabuda basa. Mudzimai wangu anobuda kunze kwenyika kunotsvaga

Handa haisvinure nezuva rimwe

AFRICA, makazvimbirwa, makatsamwa! Vamwe muzere nouturu. Vamwe mune mweya wokutsividza, kwoitawo vamwe vari kuti, “Kwete, zvizvarwa zveSouth Africa hazvingabate vamwe vavo vomuAfrica nokuseri kworuwoko

Machipisa yapisa-pisa

Kurarama nehutachiona na Catherine Murombedzi SANGANO reNational AIDS Council rakazivisa kuti kwaMachipisa kuHighfield muguta reHarare kwaita kamoto kamberevere ako kanoda kudzimurwa nekukasika nekuti kakasiyiwa kachipfumbuka kachapisa matanda makuru mberi. National…

Hekani muroro

naDyke Matambo CHANGA chiuya chinenge mukaka Indodyiwa nevasina meno

GRADE 7: Bvunzo: Gara wakagadzirira

Ticha Danga NEMHAKA yekuti nguva tichiri nayo ngatiishandise zvine mwero kwete kuti tozozviona zvasvika nekuti hapana anoziva kuchanowira tsvimbo nekuchadonhera dohwe. Rega kukakaritsana neguva uchitamba chikweshe

O-LEVEL — MAKUNUN’UNU MAODZAMOYO: Monika anozotaura zvinogaromunetsa

Ticha Tichaziva CHITSAUKO 12 (Ongororo: Enderero mberi) Tinodzidzawo zvakati kuti maererano naTambudzai. Mwanasikana uyu tinonzwa Timoti achiti “akangwara kwazvo”

×