Vonetserana datya
Garnet Zvimba VAVAKIDZANI vakaendesana kudare nenyaya yedafi rakange raonekwa riri pamba, izvo zvakaita kuti vapumhane huroyi mumwe achiti datya iri riri kushandiswa mumabasa ane chekuita nemishonga yakaipa.
Zim Open yoitwa
KUNENGE kusingadanwe anonzwa svondo rino kutanga musi weChina kusvika neSvondo paRoyal Harare Golf Club apo pachange pachitambirwa mutambo weGolden Pilsener Zimbabwe Open.
Kurimwa kwemuriwo kosimbaradzwa
HURUMENDE yakazvipira kusimudzira pamwe nekusimbaradza mabasa ekurimwa kwemiriwo yakasiyana munyika. Izvi zvakataurwa nemunyori mukuru mubazi rezvekurima nekusimudzirwa kwemadiridziro, VaRingson Chitsiko, mumashoko avo
‘Ngwarirai maporofita enhema’
HAMENO zvenyu kune avo vanoteerera maporofita enhema muchiti baba vati baba vati. Mashoko aya akataurwa negurukota rinoona nezvehutano munyika yeSouth Africa, VaAaron Motsoaledi, mazuva apera.
Monika naTimoti vanonoona Tendai
CHITSAUKO 10 (Ongororo: Enderero mberi) Rufaro rwunouya zvechokwa kuna Monika izvo tinonzwa zvichinzi rufaro urwu rwakauya, “semhuru dzinopembera pedyo nedanga nguva
Misikanzwa yaJosiah
CHITSAUKO 7 (Ongororo: Endereo mberi) Kuve murombo uku kunodimikirwa kuchinzi “nokuti vaiva murombo wenhehwe chena chaiyo” (29). Ushamwari pakati paWinnie naRudo
Maporofita nen’anga hokoyo!
ISHE Chundu vekuHurungwe vari kuyambira maporofita nen’anga dzenhema kuti vasanyepere vanhu pamusoro pezvirwere zvavasingagone kurapa pamwe nekuvarambidza kuenda kuzvipatara sezvo izvi zvichigona kukonzera rufu.
Ndiri musikana ane makore 17 okuberekwa uye ndinotsvagavo shamwari
NDIRI murume ane makore 48, HIV positive uye ndinotsvaka shamwarikadzi ine makore 45 zvichikwira akarongeka ari positive seni.Vechidiki kwete, ndoda anoziva hupenyu.Ndifonerei kana kutumira sms pa0733 161 840. Ndatenda hangu.…
kuviga chitunha
Svikiro, mambo vanoiswa mubako Azvisungirira haapinzwe mumusha Anofa nemimba anosvinwa dumbu Musoro wemufi uri kumabvazuva






