Enda kuchipatara: Dr Moyo

Munyori weKwayedza —
CHAMANGWIZA wechipatara cheChitungwiza Central Hospital, Dr Obadiah Moyo, vanokurudzira Joseph Mwale nemudzimai wake kuti vaenda kumachiremba nekuzvipatara vonotariswa zvirwere zvepabonde.

“Dzimwe nguva murume uyu ane zvirwere zvepabonde, ngaaende anotariswa nemachiremba akadzidzira basa. Achiendawo kumaporofita nekudzin’anga kwake, hatishore vamwe nekuti kunoponera vanhu kwakasiyana,” vanodaro Dr Moyo.

Related Posts

Tsoko dzakabuda murupasa rwenhaka

Kingstone Mapupu MUNYAYA inoita sebhaisikopu, mumwe mudzimai wekwaMungate, kwaMambo Chinhamora, kuDomboshava, anoti murupasa rwaifanira kupihwa murume wake sechikamu chenhaka yababa vake makabuda tsoko, izvo zvakaita kuti rimwe ziso rake riputike.…

Varimi vacharatidzira zvirimwa nezvipfuyo kushoo vowanda

Muchaneta Chimuka UWANDU hwevarimi vachange vachiratidzira zvirimwa nezvipfuyo zvavo kushoo yegore rino muHarare hwawedzera kakapetwa kaviri kupinda hwegore rapera, unova mucherechedza wokuti Zimbabwe iri kubudirira munyaya dzekurima. Mashoko aya abuda…

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *