Fembera fembera!

VAVERENGI, tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti muimbi uyu – uyo ave mushakabvu asi aive nemukurumbira mumusambo wechitendero uye akaimba nziyo dzinosanganisira “Mazuva Acho” na”Achadzoka” ndokufa mutsaona yemotokari mugore ra2004 – ndiani.

Musapfuurwe neKwayedza resvondo rinouya kuti mugoziva muimbi uyu.

Tumirai mhinduro dzenyu panhamba dzinoti 0714 200 007.

Related Posts

Murume (32) aponda mudzimai nehuni nekuda kweshanje

Kingstone Mapupu MURUME wekupurazi reSandwich kwaMambo Bunina, kuLower Gweru anonzi akaponda mudzimai wake nekumurova nechitsiga chehuni mushure mekunetsana achimupomera kuita gumbo mumba gumbo panze. Izvi zvinonzi zvakaitika nemusi wa26 Chivabvu…

Hama dzemurume akatsikwa nemotokari akafa dzotsvagwa

Kingstone Mapupu MAPURISA eZimbabwe Republic Police (ZRP) kuMasvingo vari kutsvaga hama dzemurume akatsikwa nemotokari akafa uyo ane mutumbi wakachengetwa kumochari yeko. Mutumbi uyu ndewe murume akatsikwa nemotokari mumugwagwa weHarare-Masvingo pachinhambwe…

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

×
×