Fembera Fembera Tione!

VAVERENGI, tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti muimbi uyu, uyo ane mukurumbira mumusambo weAfro-Pop Jazz ndiani. Akamboimba naShinsoman mugore ra2008.
Vaverengi vashanu vekutanga vanenge vakwanisa kufembera kuti shasha iyi ndiani vachazviwanira maCD emuimbi uyu edambarefu rake idzva pachena.

Musapfuurwe neKwayedza resvondo rinouya kuti muzive kuti munhu uyu ndiani.

Tumirai mhinduro dzenyu panhamba dzinoti +263 0714 200 007.

Related Posts

Is the Personal Benefit Rule about ‘Any Amendment’ or ‘An Amendment to a Term Limit Provision’?

An Intimate Reading of Subsections (1) and (7) of Section 328 of the Constitution of Zimbabwe (2013) By Nomuzikayise Ngwenya This piece is confined to one question, a question of…

Mudzimai ane chipari chevarume vaviri

Kingstone Mapupu MUDZIMAI ane makore 18 okuberekwa wekwaZimunya, kwaMutare, ane chipari chevarume vaviri, izvo zvisingatenderwi pachivanhu pamwe chete nepasi pemutemo wenyika, uye nyaya iyi yakatopinda mudare remambo weko. Tanatswa Muhomba…

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

×