‘Izvi hazviitwe, zvinoshura’

Munyori weKwayedza
ZVINOSHURA kana kuyera patsika dzevanhu vatema kuti munhu agare nebhokisi rekuti agozovigirwa kana achinge afa.
Vanoziva nezvetsika idzi vanoti hazvitombotenderwa kuti munhu azvigadzirire nekuzvichengetera bhokisi raanozovigirwa.
Mukuru weZinatha, VaGeorge Kandiyero, vanoti pachivanhu hazvibvumidzwe kuti munhu agare nebhokisi rekuzovigwa naro.

Kuchiti Mambo Nyamweda VaClaudious Mandaza vekuMhondoro vanotiwo imhosva huru pachivanhu kuti munhu agare nebhokisi rekuzovigwa naro.
“Hakuna nzvimbo inonzi haina mambo, iko kuGlen View ikoko kuna mambo weko. Ngavatore munhu uyu vamutonge saka muchizoona mvura ichitadza kunaya,” vanodaro mambo ava.

Related Posts

Baba vazvisungirira vaita makunakuna nevanasikana vavo

Tendai Gukutikwa MURUME ane makore 50 ekuberekwa wemubhuku raParowa kwaMambo Marange, kwaMutare akawanikwa akafa svondo rapera munyaya inofungirwa kuti akatora upenyu hwake mushure mekunge anetsana nemwanakomana wake uyo aimupomera mhosva…

Mabviravira motosunga dzisimbe: Nsingizini

Eddie Chikamhi MURAIRIDZI weNsingizini Hotspurs, Mandla Qhogi, anoyambira chikwata cheScottland kuti chitarisire mutambo wakasiyana zvachose pachasangana zvikwata zviviri izvi mumutambo wechipiri wakakosha mumakwikwi eCAF Champions League munhandare yeSomhlolo kuEswatini Mugovera…

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *