Makororo maviri apfurwa akafa 

Freeman Razemba

MAKORORO maviri akapfurwa akafa mushure mekuridzirana pfuti nemapurisa kuGweru nemusi weChina manheru svondo rino.

Mutauriri wemapurisa munyika, Commissioner Paul Nyathi, vanotsinhira nyaya iyi.

“Mapurisa anotsinhira kuridzirana pfuti kwaitika pakati pemapurisa nemakororo kuGweru usiku hwanhasi (China),” vanodaro.

Vanoti mapurisa achazivisa zvakawanda pamusoro penyaya iyi munguva pfupi iri kutevera.

Related Posts

Kambo ‘Todya Mudododo’ kaenda nenyika

Daimon Phiri “Todya Mudododo” – rwiyo runozivikanwa zvikuru uye rwuri kupisa zvakanyanya mazuva ano. Rwiyo urwu rwuri padambarefu remusambo weSungura iro nziyo sere, rakabudiswa nemuimbi ane ruzivo rwakadzama muna 2026…

Mwana wekurwara negomarara remumusoro ashaika

Kingstone Mapupu MWANA wemakore maviri ekuberekwa wekuDema Phase 3, kwaSeke aiva nechirwere chegomarara remumusoro, uyo ane nyaya yakabuda muKwayedza nguva pfupi yadarika apo vabereki vake vaitsvaga rubatsiro rwekuti arapwe, ashaika.…

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *