Kwayedza
Vaviri vafira mumigodhi kuKwekwe
Kingstone Mapupu VASHANDI vaviri vakafira mumigodhi yakasiyana apo vaiva pabasa nguva pfupi yadarika, anodaro mapurisa eZimbabwe Republic Police (ZRP) ekuKwekwe. Tsaona idzi…