MARARA POSE POSE!

Chirongwa chino chakanangana nekuva neZimbabwe yakashambidzika, isina huchapa nezvirwere uye inoyevedza. Ngatibatsiranei kushambadza nharaunda dzedu. Kuti izvi zvibudirire, tinokurudzira vaverengi kwamuri ikoko kuti mutitumire mifananidzo yose yemarara yamunoona, kana vanhu vari kurasira marara pasiripo. Tiudzei kuti ndekupi, Kwayedza yozvifumura nekuti itsika dzakashata! Tumirai mifananidzo panhare dzinoti: 0774 132 838 kana 0772 107 421.

Related Posts

Mabviravira motosunga dzisimbe: Nsingizini

Eddie Chikamhi MURAIRIDZI weNsingizini Hotspurs, Mandla Qhogi, anoyambira chikwata cheScottland kuti chitarisire mutambo wakasiyana zvachose pachasangana zvikwata zviviri izvi mumutambo wechipiri wakakosha mumakwikwi eCAF Champions League munhandare yeSomhlolo kuEswatini Mugovera…

Hondo yekurwira mubairo we‘Golden Boot’ yakora muto

Fungai Muderere ZVIBODZWA zviri “kungonaya” mumakwikwi eZimbabwe Premier Soccer League (PSL) emwaka wa2026, paine 476 zvanwiswa mushure memitambo makumi maviri nemisere yatambwa, uye chinangwa chekusvitsa zvibodzwa 500 chave pedyo pedyo…

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *