Mitengo yezvekurimisa

Malven Mugadzikwa

KUTANGA svondo rino, Kwayedza ichange ichizivisa vaverengi vayo mitengo yezvinhu zvinoshandiswa pakurima zvakasiyana.

Heinoyi mitengo yezvekushandisa pakurima zvinosanganisira mbeu, mafetireza nemagejo zviri kutengeswa muzvitoro zvakasiyana zvemuguta reHarare:

. Mapfunde 5kg ($79)

. Mapfunde 10kg ($254)

. Soya beans 25kg ($600)

. Chibage 1kg ($37.50)

. Chibage 2kg ($70.84 – $106)

. Chibage 5kg ($97.02 – $230.32)

. Chibage 10kg ($250 – $420 zvichienderana nemhando)

. Chibage 25kg ($942 – $1 151.15)

. Badza diki ($150)

. Badza guru ($175)

. Demo rine mupinyi ($156)

. Hara yemumunda Zig Zag ($2 973.61)

. Fetiresa Ammonium Nitrate 50kg ($570)

. Fetireza Compound D ($470)

. Gejo ($2 197.60)

. Karivheti ($2 445.89 – $4 179.34)

Related Posts

Kambo ‘Todya Mudododo’ kaenda nenyika

Daimon Phiri “Todya Mudododo” – rwiyo runozivikanwa zvikuru uye rwuri kupisa zvakanyanya mazuva ano. Rwiyo urwu rwuri padambarefu remusambo weSungura iro nziyo sere, rakabudiswa nemuimbi ane ruzivo rwakadzama muna 2026…

Mwana wekurwara negomarara remumusoro ashaika

Kingstone Mapupu MWANA wemakore maviri ekuberekwa wekuDema Phase 3, kwaSeke aiva nechirwere chegomarara remumusoro, uyo ane nyaya yakabuda muKwayedza nguva pfupi yadarika apo vabereki vake vaitsvaga rubatsiro rwekuti arapwe, ashaika.…

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *