Muimbi mukuru wesungura Zakaria ashaya

Munyori weKwayedza

MUIMBI wesungura ane mukurumbira Nicholas Zakaria ashaya.

Mhuri yake yazivisa nezverufu rwaZakaria, uyo vazhinji vaiziva nezita rokuti Madzibaba kana kuti Senior Lecturer.

“Tine kurwadziwa kukuru kukuzivisai nezvekushaya kwaNicholas Zakaria, muimbi aive netarenda uye aidiwa zvikuru nevoruzhinji,” chinodaro chinyorwa chakabva kumhuri yake.

Muimbi uyu anga ave nemakore 66 uye ashaya mushure mekurwara kwenguva refu.

Related Posts

ZiG600m yaiswa muhupfumi hwenyika

Nqobile Bhebhe BHANGA guru reZimbabwe Reserve Bank of Zimbabwe rinoti rakaisa mari inosvika ZiG600 miriyoni muhupfumi hwenyika panguva yechikamu chekutanga chegore ra2026, nechinangwa chekusimbisa kushandiswa kwemari uye kugadzirisa matambudziko ane…

Baba vakarovera mwana (5) pasi katatu, ndokukava mumwe (3) neshangu

Muchaneta Chimuka MURUME wekwaMambo Mangwende, kwaMurewa akamuka chibhebhenenga apo akarovera pasi mwanakomana wake ane makore mashanu okuberekwa uye ndozokava mumwe wacho ane makore matatu okuzvarwa neshangu padumbu mushure mekunge anetsana…

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *