Musasvike pedyo neni

Tendai Gukutikwa

Murume wekwaMutare akwidza hama dzake kudare redzimhosva reko achiti haachada kuti mumwe nemumwe wavo asvike chinhambwe chemamita 250 pedyo naye sezvo vari kumuti ane chikwambo chapedza mhuri.

Stanford Mutambanengwe nemudzimai wake vakatomhan’arira hama dzavo shanu kudare reMutare Civil Court vachiti dziri kuda kuvaponda dzichivati vane zvidhoma.

Related Posts

Dzinza rekwaChivero raungana kuita bira

    Kingstone Mapupu APO nyika ino nevanhu vemarudzi akasiyana-siyana vakapemberera tsika dzavo muchirongwa chinoitwa mumwedzi waChivabvu gore negore, vedzinza rekwaChivero vakazoita izvi mukupera kwesvondo apo vaive nebira remhuri yose…

Makororo aba motokari kuKwekwe

Kingstone Mapupu MAPURISA eZimbabwe Republic Police (ZRP) ekuKwekwe ari kufeya nyaya yemotokari yakabiwa mumugwagwa Kwekwe-Chiundura, pedyo nemugwagwa unoenda kuMlezu. Nyaya iyi inonzi yakaitika nomusi wa20 Gunyana nenguva dza4 manheru apo…

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

×