– Mutupo – Zvirevereve – Beta

Hekani VaChipanemwoyo,

VaPfumairimumwoyo,

Mutukuti wangu yuyu.

Ndatenda vemhapa chena.

Maita VaChibipitire.

Maita Madzivire angu yaya

Muno runako rwunenge rweshwa

Inodyiwa namanhenga ose

Aiwa zvaitwa,

Zvaitwa Mauruka,

Ndatenda Matsindira.

A C Hodza (mushakabvu) (Department of African Languages: University of Zimbabwe)

Related Posts

Chikepe chitsva chekutakura vanhu, nhumbi chaparurwa paLake Kariba

Walter Nyamukondiwa MWEDZI unopfuura mumwe chete kubva apo paitika tsaona yechikepe cheMV Rida Mbuya Nehanda iyo yakakonzera kufa kwevanhu makumi mapfumbamwe nevanomwe, chikepe chitsva chotanga kushanda muLake Kariba. Chikepe ichi…

Kambo ‘Todya Mudododo’ kaenda nenyika

Daimon Phiri “Todya Mudododo” – rwiyo runozivikanwa zvikuru uye rwuri kupisa zvakanyanya mazuva ano. Rwiyo urwu rwuri padambarefu remusambo weSungura iro nziyo sere, rakabudiswa nemuimbi ane ruzivo rwakadzama muna 2026…

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *