PRESIDENT MUGABE VAVA SACHIGARO WEAFRICAN UNION

Caesar Zvayi ari kuADDIS ABABA, kuEthiopia

MUTUNGAMIRI wenyika, President Robert Mugabe, avo vari kumusangano weAfrican Union kunyika yeEthiopia, vasarudzwa kuva sachigaro weA.U..

Masikati emusi weChishanu,  President Mugabe vakataura mashoko avo ekugashira chigaro ichi. Vanotenda nyika dzose dzemuAfrica nechivimbo chadzinadzo mavari zvose neZimbabwe.

President Mugabe vasarudzwa pasina kupokana, zvisinei nekupikisa kusina maturo uko kunobva kune vamwe vanhu, masangano nenyika dzagara dzakazvonda Zimbabwe. (Zvakawanda zvichatevera)

 

Related Posts

Varume vana vasungwa nemhosva dzekuponda dzavari kupomerwa

Kingstone Mapupu MAPURISA eZimbabwe Republic Police (ZRP) ekuMidlands akazivisa nezvekusungwa kwevarume vana nokuda kwemhosva dzekuponda dzavari kupomerwa. Inspector Emmanuel Mahoko, vanove mutauriri wemapurisa mudunhu reMidlands, vanoti varume ava vakasungwa mushure…

Makore 15 mujeri abata murwere wepfungwa (16) chibharo

Tendai Gukutikwa MURUME ane makore 54 okuberekwa wekwaMutare akapihwa chirango chekugara mujeri kwemakore 15 mushure mekubatwa nemhosva yekubata chibharo, kaviri kose, mwanasikana ane makore 16 ekuberekwa uyo anova murwere wepfungwa.…

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

×