Ngwarirai chirwere cheGreen Tobacco Sickness: TIMB

Muchaneta Chimuka KAMBANI yeTobacco Industry and Marketing Board (TIMB) inoyambira varimi nevamwe veruzhinji kuti vangwarire chirwere cheGreen Tobacco Sickness (GTS) icho chinobata vanhu vanopinda muminda yefodya, zvikuru sei pasina dziviriro…

Murimi wechidiki opura mari nenguruve . . . avakisa dzimba, kutenga motokari

Lovemore Kadzura MUMWE murimi ane makore makumi maviri nemasere okuberekwa wekuHeadlands, VaAleck Revanavo, vari kuita zvinorova panyaya yekupfuya nguruve dzekuuchika izvo zviri kuona hupenyu hwavo huchiendeka. Nyaya yemurimi uyu huchapupu…

Varimi vefodya vanyora nhoroondo . . . goho radarika 300m kgs

Munyori weKwayedza MWAKA wekutengeswa kwefodya wa2025 wakapera zviri pamutemo nemusi waChina svondo radarika mushure mekunyora nhoroondo apo varimi vakawana mari inosvika US$1,2 bhiriyoni kubva pamakgs 352,7 miriyoni echirimwa ichi, kambani…

Mudzimai oita zvinorova mukurima

Muchaneta Chimuka MUDZIMAI wekuGoromonzi — Mai Chipiwa Chibamu (43) — ari kuita zvinorova panyaya yekurima mbatatisi nezvimwe papurazi rake reRuago, zvokuti vatengi vari kumhanyidzana kubhadhara mari yezvirimwa zvichiri mumunda, zvisati…

×
×