Tsumo nemadimikira namukanya

Mhinduro dzesvondo rapera:
Zadzisa tsumo dzinotevera:1. Huswa hwenyati . . . (ndehuri mudumbu, huri pamuromo inofa nahwo)
2. Seka urema . . . (wafa)
3. Chisi chako . . . (masimba mashoma)
4. Chidamwoyo hamba yakada . . . (makwati)
5. Chiri mumusakasaka . . . (chinozvinzwira)
* * *
Svondo rino:
Pedzisa tsumo idzi:
1. Kuyera nyoka . . . iyo iripo.
2. Kandiro kanoenda . . . kamwe.
3. Nzombe huru yakabva . . .
4. Chakafukidza dzimba . . .
5. Kudya chemuzvere kubata . . .

Mhinduro svondo rinouya.

Tumirai mhinduro panhare dzinoti: 0714 200 007

Related Posts

Kambo ‘Todya Mudododo’ kaenda nenyika

Daimon Phiri “Todya Mudododo” – rwiyo runozivikanwa zvikuru uye rwuri kupisa zvakanyanya mazuva ano. Rwiyo urwu rwuri padambarefu remusambo weSungura iro nziyo sere, rakabudiswa nemuimbi ane ruzivo rwakadzama muna 2026…

Mwana wekurwara negomarara remumusoro ashaika

Kingstone Mapupu MWANA wemakore maviri ekuberekwa wekuDema Phase 3, kwaSeke aiva nechirwere chegomarara remumusoro, uyo ane nyaya yakabuda muKwayedza nguva pfupi yadarika apo vabereki vake vaitsvaga rubatsiro rwekuti arapwe, ashaika.…

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *