Vakarova chikoro paO-level

Muchaneta Chimuka —
VANA vemuzvikoro zvakasiyana avo vakanyora bvunzo dzeO-Level dzeZimbabwe School Examinations Council (Zimsec) dzegore rapera vakabudirira zvikuru.

Mufakose 1 High School yemuHarare chimwe chezvikoro zvine vana vakarova chikoro zvinonwisa mvura. Mutevedzeri wemukuru wechikoro ichi, VaKesias Kondo, vanoti vana vavo vakapasa zvinonwisa mvura pabvunzo dzeO-Level.

“Pano vana vakapasa vakati wandei uye tichiri kuita ongororo yekuti vakabudirira nechikamu chipi. Asi gore rapera paA-Level taive nevadzidzi 23 vakabuda nemapoinzi 15 kana kudarika uye pakati pavo taive nevasikana 8,” vanodaro.

Hevanoi vamwe vevana vepachikoro ichi vakapasa zvinodadisa:

Related Posts

Mabviravira motosunga dzisimbe: Nsingizini

Eddie Chikamhi MURAIRIDZI weNsingizini Hotspurs, Mandla Qhogi, anoyambira chikwata cheScottland kuti chitarisire mutambo wakasiyana zvachose pachasangana zvikwata zviviri izvi mumutambo wechipiri wakakosha mumakwikwi eCAF Champions League munhandare yeSomhlolo kuEswatini Mugovera…

Hondo yekurwira mubairo we‘Golden Boot’ yakora muto

Fungai Muderere ZVIBODZWA zviri “kungonaya” mumakwikwi eZimbabwe Premier Soccer League (PSL) emwaka wa2026, paine 476 zvanwiswa mushure memitambo makumi maviri nemisere yatambwa, uye chinangwa chekusvitsa zvibodzwa 500 chave pedyo pedyo…

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *