Vanoshambadza manyepo hokoyoi

Nguva pfupi yadarika Hurumende yakadzika mutemo unodaidzwa kuti Statutory Instrument 83 of 2020 uyo uchashandiswa kuranga vose vachafambisa nhau kana mashoko emanyepo pamusoro peavo vachange vachiona kuti zvisungo zvekuti veruzhinji wambogara mudzimba kwemazuva 21 zvatevedzwa.

Achabatwa nemhosva anogona kupika jeri kwemakore asingadarike 20 kana kubhadhara faindi.

Related Posts

Chikepe chitsva chekutakura vanhu, nhumbi chaparurwa paLake Kariba

Walter Nyamukondiwa MWEDZI unopfuura mumwe chete kubva apo paitika tsaona yechikepe cheMV Rida Mbuya Nehanda iyo yakakonzera kufa kwevanhu makumi mapfumbamwe nevanomwe, chikepe chitsva chotanga kushanda muLake Kariba. Chikepe ichi…

Kambo ‘Todya Mudododo’ kaenda nenyika

Daimon Phiri “Todya Mudododo” – rwiyo runozivikanwa zvikuru uye rwuri kupisa zvakanyanya mazuva ano. Rwiyo urwu rwuri padambarefu remusambo weSungura iro nziyo sere, rakabudiswa nemuimbi ane ruzivo rwakadzama muna 2026…

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *