Maria Chiguvari
THE Zimbabwe Music Awards (ZIMAs) nominees have generated mixed feelings among fans.
Dubbed “Re-Imagining the Industry”, the awards ceremony will be held on June 3 at 7 Arts Theatre in Avondale, Harare.
The event seeks to be the flagship show, of awards ceremonies, in the country.
Below are some of the comments from the fans.
Hakusi kuti Freeman akatohwina kare here? Nutty O mukumusaiza kaimi. – Ruth Mutaranyika.
***
Seh Calaz akarova ngoma last year, makasarudza vamunofarira chete hazvichazi zve music izvi, Nox Guni aripi, itayi henyu zvinhu zvenyu. – Simbarashe Machele.
***
Ricky Fire, Guspy naKing Shaddy paina Calaz, Nutty O, hakuna maAwards akadaro. – Forster Jonasi.
***
So Qounfused and ana Enzo Ishall vaigona last year mukuvapei? Ko Saintfloew. – Tinotenda Gutukunhuwa.
***
Vakahwina kare murikuvaziva. – Spencer Spencerland.
***
Mikombe ndeyavo vanopa vavanoda. – Tapiwa Hozheri.
***
H-Metro you know how to light fire mucomment section kkkk our thoughts is zvakanaka zvakadaro mikombe ngeyawo ngawape wawanode, kna pane dzimba or mabhazi vapei. – Prince Napulu.
***
Feli to the Nandi nation. – Nomsa Chingwara.
***
Best categories of all time, all the best to the nominees. People who are (criticising) should keep quiet and let the real artists win the awards. – Melody Chingwirori.




