Zvimwe zvekungwarira pamusoro peCoronavirus

YEUKA zvinotevera pamusoro peCoronavirus:

  • Munhu wose imbomira kufamba-famba, gara pamba.
  • Kuungana kweveruzhinji hakufanire kudarika vanhu makumi mashanu
  • Miganhu yenyika yakavharwa kuti vanhu vasafamba kunze kwevari kudzoka chete.
  • Miganhu yenyika inovhurirwa avo vari kufambira zvakoshesesa.
  • Kuongororwa kwevari kufambira zvakakoshesesa kunze kwenyika kuri kuramba kuchiitwa.
  • Vanhu vari kudzoka kubva kune dzimwe nyika vanofanira kugara kwavo voga kwemazuva makumi maviri nerimwe.
  • Panodiwa umboo hwemagwaro anoratidza kuti vanhu vari kubva kunyika dzine Covid-19 havana chirwere ichi.
  • Kufamba kusina tsarukano kunze kwenyika nemuZimbabwe hakusi kukurudzirwa.
  • Kurambidzwa kwekuungana kwevanhu munzvimbo dzekunwira doro, kunoonerwa mitambo, kwekusimbirira miviri nemimwewo mitambo kusvika vanhu vazoziviswa.
  • Vanhu vari kukurudzirwa kuti vasaende kumisika.
  • Vashandirwi vari kukurudzirwa kuderedza huwandu hwevashandi.

Related Posts

Chikepe chitsva chekutakura vanhu, nhumbi chaparurwa paLake Kariba

Walter Nyamukondiwa MWEDZI unopfuura mumwe chete kubva apo paitika tsaona yechikepe cheMV Rida Mbuya Nehanda iyo yakakonzera kufa kwevanhu makumi mapfumbamwe nevanomwe, chikepe chitsva chotanga kushanda muLake Kariba. Chikepe ichi…

Kambo ‘Todya Mudododo’ kaenda nenyika

Daimon Phiri “Todya Mudododo” – rwiyo runozivikanwa zvikuru uye rwuri kupisa zvakanyanya mazuva ano. Rwiyo urwu rwuri padambarefu remusambo weSungura iro nziyo sere, rakabudiswa nemuimbi ane ruzivo rwakadzama muna 2026…

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *