Vatican to protect Michelangelo frescoes

Vatican City — Dust, sweat and carbon dioxide brought into the Sistine Chapel by a swelling number of tourists risk damaging priceless Michelangelo frescoes, the Vatican said on Wednesday, hoping…

ANC salutes ‘heroic resolve’ of Rivonia trialists

Johannesburg — The African National Congress saluted the Rivonia trialists on the 50th anniversary of their sentencing yesterday. “This marked the stepping up of the offensive against apartheid and its…

‘Ndiurayei kuti vangu vana vaende kuchikoro’

LEONARD Chokurongerwa, munin’ina waMadzibaba Ishmael Chokurongerwa, uyo anopinda chechi imwe chete nemukoma wake, ari kupika kuti haambofa akaendesa vana vake kuchikoro uye izvo zvinogona kuitika chete “kana ndafa”. Akabheja pamberi…

Warumwa-warumwa muPsl

Abel Ndooka CHICHANGE chakabvondoka svondo rino kunhandare dzakasiyana dzenyika apo zvikwata zvenhabvu zvemuCastle Lager Premiership zvichange zvichirwira kuenda pamusoro peligi kuti zvigohwina mukombe uyu pakupera kwegore. Chikwata cheHighlanders FC parizvino

Zvikoro nemakoreji 100 zvichavharwa

ZVIKORO nemakoreji zvinodarika 100 zvakazvimiririra zvemuHarare bedzi zvingangovhariswa mushure mekunge zvakundikana kuita zvose zvinodiwa nemutemo kuti zvinge zvichishanda. Danho rave kutorwa neHurumende iri rinogona kukanganisa dzidzo yevana sezvo zvikoro

ict: Kumaruwa vari kuidzidzawo

HURUMENDE iri kutora matanho akasimba akananga kuona kuti zvikoro zviri kumaruwa zvisasaririre panyaya yekuti vana vadzidze vachishandisa makombiyuta kuti vafambirane nenguva. Mashoko aya akataurwa nemutevedzeri wegurukota rezvemichina yekufambiswa

Minana yoitika pachikoro

IMWE koreji iri kuZengeza 4, kuChitungwiza inonzi iri kuitika mamini-mini sezvo zvichinzi pakamboonekwa shato uye motokari yemuridzi wechikoro ichi yakatsva zvisina tsarukano izvo zvave kupa vamwe vanhu kuti vafunge kuti…

‘Usasvike kubasa kwangu, nekuti anozondinyadzisa’

MURUME wekuendeswa kudare neshamwarikadzi yake ichiti anomushungurudza akati mudzimai uyu anotumira mifananidzo yake yaanenge ari musvo kuzvikomba zvake. Irene Langevelot akazvuvira Tafadzwa Mandizvidza kuHarare Civil Court achida gwaro rerunyararo. 

Imbwa inonzi Tsamwauputike

ISU vanhu vemuZimbabwe tinonzi nevanhu vemamwe marudzi tinoda runyararo. Vanhu vanoti hatisi vanhu vehondo. Asi vanodaro nekuti havanyatsotiziva. Tinonyengedza zvikuru. Kana ukatarisa mazita anopihwa imbwa nevanhu kumusha, ndipo paunoona kuti…

Vakatengera njuzu doro, zviwitsi nemabhisikitsi -Vaida kuti munhu abude ari mupenyu

PANE imwe mhuri inobva kuMasvingo iyo svondo rapera yakatengeswa zviwitsi, mabhisikitsi, doro remumabhodhoro nezvimwe zvinotapira neimwe n’anga iyo yaiti izvi ndizvo zvaidiwa nenjuzu kuti idzose hama yavo iyo yakanyn’ura murwizi…

×
×