Njuzu chaiyo kudya zviwitsi nemabhisikitsi?
NYAYA dzen’anga nemaporofita enhema dziri kugara dzichibuda munhau nguva nenguva, apo veruzhinji vanenge vachipihwa yambiro kuti vangwaririre vanhu vakadai, zvisinei nekuti kune vamwe vanoramba vakaisa zvimiti munzeve. Kune vamwe vanhu…
Cotton Marketing Board yodzoka
GURUKOTA rezvekurima nekusimudzirwa kwemadiridziro Cde Joseph Made vanoti hurumende iri mushishi yekuumbiridza bhodhi reCotton Marketing Board iro richange richizoona nezvemitengo yedonje zvichitevera kuchema-chema kwevarimi nekuda kwekudzikira kwemutengo
Vatambi vekarate vakahwinha Joni
Abel Ndooka CHIKWATA cheZimbabwe Karate chakahwina mikombe mina, miviri yesirivha nemiviri zvakare yebhuronzi, masvondo adarika kumutambo weShorinji Kempo Annual Tornament 2014 uyo wakatambirwa kuJohannesburg, kuSouth Africa. Zimbabwe yainge yakamirirwa nevatambi
Makororo orura nekubira varimi
Kingstone Mapupu BASA rekurima kuminda yekudiridzira yeMagunje Irrigation Scheme kwaShe Nematombo kuHurungwe rodzokera kumashure zvikuru zvichitevera makororo arura kuba zvirimwa nemidziyo inoshandiswa inosanganisira mapombi ekudiridzisa. Minda iyi inowanisa varimi ava
‘Uri chapungu chaicho pamari’
MUMWE mudzimai akadhonzera murume wake kudare achida US$500 yemendenenzi pamwedzi achiti baba ava ichapungu chaicho sezvo vachiomera “zvose”. Claudia Nzombe akamhan’arira Collin Mateka kuHarare Civil Court achida mari yekuchengetesa vana…
The failure of independence
Joram Nyathi SOMETHING is fundamentally wrong with our tertiary education. Wrong to the extent that it makes us love most the system of colonial oppression which demanded so much sacrifice…
Tsvarakadenga ichasarudzwa
Nyasha Mutena KUCHANGE kusingadanwe anonzwa muHarare kumakwikwi etsvarakadenga, eMiss Zimbabwe fainari nemusi weMugovera svondo. Chiitiko ichi chichaitirwa kuMabvazuva Village, pedyo neEconet Office Park, kuMsasa. Vachitaura nezvemakwishu aya, sachigaro weMiss Zimbabwe…
Mazita ekudya kwakare
Ticha Danga RWENDO rwuno tati timbobatana nekudya kwakare uko kwaipihwa mazita maringe nemagadzirirwo kana nekwakunobva. Makore ano tava kungoti nanga-nanga nekudya kwechirungu apo kuzhinji kwacho kunenge kwakatobikwa kare zvekuti hatimbonyatsoziva…
Zunde raMambo rosimbaradzwa
Kingstone Mapupu ISHE Chundu vekudunhu reHurungwe kuMashonaland West vosimbaradza chirongwa cheZunde raMambo icho chakananga kubatsira mazana nemazana enherera pamwe nemhuri dzinoshaya. VaAbel Mbasera (44), avo vanova Ishe Chundu, vanoti munda…
Brazil 2014 World Cup pfacha
Abel Ndooka KUNOTSVA demo kuchisara mupinyi kuBrazil kutanga svondo rino apo nyika 32 dzichange dzichirwira mukombe weWorld Cup. Zvikwata zvinoti Brazil, iyo ichange iri pamusha, Spain, Germany, Argentina nePortugal ndizvo…











