Kasvava kakaroverwa pasi

MWANA achiri kasvava kane mwedzi mumwe chete kaberekwa akapona nepaburi retsono svondo rapera apo akangoerekana abatwa nekumakumbo nemumwe munhukadzi anova hama yemhuri iyi ndokuroverwa pasi, kwete

Svikiro rakadyiwa nezvikara zvesango

CHITUNHA cherimwe svikiro kwaChundu, kuMashonaland West, chiri kunzi “chakamera makumbo” nguva pfupi yadarika apo chakadyiwa nezvikara zvesango kuChiwore Game Park, uko chainge chakasasikwa padara remiti

‘Hazvingoitika, ingozi iyi’

VANOTAURA vanoti zvakangooma uye hazvisi nyore kuti mukuwasha azviuraire pamusha patezvara vake sezvo izvi zvichiunza mweya wakaipa kumhuri iyi. Pachivanhu, zvinonzi mukuwasha akanozviuraira kumusha kwatezvara

Akadutira ‘wemakonzo’ kumusha kwatezvara

IMWE mhuri igere mubhuku raMbirimi, kwaDendera, kuHurungwe yakasara isina neremuromo apo mukuwasha wavo akaronga rwendo rwekubva kuHarare ndokunozviuraya nekunwa muchetura kumusha kwatezvara vake.

Roja rakarova pasi nerendi

MURUME wekunzi akatiza pamba paaigara asina kubhadhara mari yerendi achisiya mukadzi nevana vachidya nhoko dzezvironda, akazochiona apo akaendeswa kudare nemuridzi wemba uyo aida mari yake. Patricia Chifeya

Muroora 1: Tete 0: Mukadzi wehanzvanzi hutu nemurume watete

MUMWE mukuwasha naambuya vake vemubhuku raMurwira, kwaShe Nyamweda kuMhondoro, vanonzi vatadza kuremekedzana sezvinodiwa patsika dzechivanhu zvekusvika pakudanana izvo zvakatokonzera kuti mukuwasha

Oroverwa kuramba kudzokerana

MUKADZI wekugarozvindikitwa nekutukirirwa nemurume waari kuramba kudzokerana naye zvichitevera kurambana kwavakaita akazopotera kudare. Jane Maziso akamhan’arira Maxwell Tsapi kuHarare Civil Court achiti

Varidzi vedzimba, maroja garisanai

NYAYA dzekugaronetsana pakati pevanhu vanoroja kana kuti kurenda dzimba nevaridzi vedzimba ihukutu. Kakawanda unonzwa vanoroja vachichema-chema pamusoro pemabatirwo avanoitwa nevaridzi vedzimba

‘Ndinokwapaidzwa nemukadzi wangu’

Sandy Musungata MURUME wekuzvambaradzwa nemudzimai wake mushure mekunge amubvunza nyaya yezvikomba, uyo waanoti anorara zvakare akaisa matombo ekumutemesa pasi pepiro, akapotera kudare achida gwaro redziviriro. Kudzai

Vanhukadzi vakabatsirwa

SANGANO rakazvimirira, reThe Women Trust, rakabatana nereZimbabwe Human Rigths nereBatanai HIV and AIDS, rakabatsira vanhukadzi vekuTokwe Mukosi, kuMasvingo avo vakawirwa nedambudziko remafashamu emvura

×
×