Kubika nyama yetsuro yakasasikwa ine dovi

Kenneth Chikeya Zvinodiwa kushandisa: Nyama yetsuro yakasasikwa

Harare yenge rwaivhi

BAZI rinoona nezvokukwezva vashanyi vanobva kunze kwenyika nevari munyika, reEnvironment and Tourism, rinogona kungoronga chirongwa chokutenderedza vanhu muguta reHarare chete – kusanganisira nzvimbo

NDIRI mukomana ane makore 25

NDIRI mukomana ane makore 25 ndinotsvagawo musikana ane makore 20 kusvika 25 anotya Mwari ari HIV negative. Fonai kwete kubhipa kana kutumira macall me back pa0782 387 326.

Kana wivhi yave kuvava

ZVIMWE zvinhu zvinoshaisa vanhu hope zvinoshamisa. Pane murume akadzendemura zimba rinotyisa muHarare umu, asi nhamo iripo ndeyekuti zimba iri rakafanana nehotera raramba kupera. Zimba raramba kupera, apa iye

Kugona ngozi kuiripa: N’anga

NYANZVI mune zvechivanhu dzinoti mushonga wengozi kuiripa bedzi asiwo imhosva kuripa nemwanasikana. VaFriday Chisanyu vesangano ren’anga, reZimbabwe National Practitioners Association (ZINPA), vanoti ngozi

Mhando dzembeu yefodya

SVONDO rapera sangano reZimbabwe Tobacco Seed Association rakapa varimi yambiro pamusoro pemhando mbiri dzembeu dzefodya yeVirginia – KRK26 neT72 – idzo dzinopa goho guru kana dzikatangidzirwa kurimwa.

Murimi okururudzira magreen houses

MURIMI wechidzimai wekuMhondoro ane mukurumbira wekurima matomatisi okurudzirwa vamwe kuti vashandise mipanda yemagreen houses kuti zvirimwa zvavo zvikurumidze kukura uye zviri zvemhando

Vaimbove vashandi voda minda

VAMWE vevaimbova vashandi vepamugodhi wakavhara weShackleton kuChinhoyi vanosvika 2 000 vochemerawo kupihwa minda sezvo vasisina kwekushanda kuti vawane raramo.

Caps United ichadya Dynamos rinhi?

MUKURU, mukuru hanga haigare pfunde, aya ndiwo mashoko akataurwa nasachigaro weDynamos FC ‘DeMbare’ — Kenny Mubaiwa — apo aitaura pamusoro pekukundikana kweCAPS United kukunda chikwata chavo mumitambo

Zengeza 8 yakadadisa

MUMWE mwana wechikoro anodzidza paZengeza 8 Primary School, kuChitungwiza, uyo akanomirira Zimbabwe mumutambo wediscus kumakwikwi eConfederation of School Sports Association of Southern Africa kuBotswana

×
×