Vana shasha vakakumba mibairo
VANA shasha muzvidzidzo pamwe nemitambo vekudunhu reWarren Park-Mabelreign, muHarare vakapembedzwa apo vakapihwa mibairo pamabiko akaitwa svondo rapera. Vachitaura pachiitiko ichi, mutevedzeri wevakafanobata
Zvinokwanisika kupedza aids mugore ra2030
Catherine Murombedzi PAMUJAHO wese panotobuda mukundi kunyangwe tikapinda mujaho wacho takawanda sei, zvimwe chetezvo nemutambo wenhabvu apo matimu anenge achikwikwidzira mukombe nyangwe akaita mangange panguva
‘Mhuri ngaidye zvine utano’
VANHU vanokaringa vanofanira kubika zvine hunyanzvi uye kudya kune utano nechinangwa chekuchengetedza utano hwemhuri.
NDIRI murume wechidiki ane makore 33
NDIRI murume wechidiki ane makore 33 ndinotsvagawo musikana wekuroorana naye. Ndifonerei pa0783 221 988. ***** Ndiri mukomana ane makore 20 ndinotsvagawo musikana ari kuda zvemba ane makore 18-21. Vanoda ndibatei…
Vaimbi vaomerwa
CHIKWATA chemimhanzi chevakomana vachiri kusimukira cheLion’s Den Stars chekuChinhoyi chaomerwa neupenyu sezvo nhengo dzacho dzakambosiya zvekuimba dzichiita basa rekugadzira matoyi ayo vari kutengesa
Kana wivhi yovava (ii)
SVONDO rakapera ndakati kana wivhi yabviswa kunosara vhudzi chairo. Wivhi painenge yave kubviswa, inenge ichiimba kuti hatina musha panyika nechikonzero chekuti yagara haisi yepo. Wivhi yagara inogara pane chagara
Kurima fodya zvine hunyanzvi
SVONDO rapera sangano reZimbabwe Tobacco Seed Association rakatarisa marimirwo emhando ina dzepamusoro dzembeu yefodya – KRK26, T72, KRK64 neKRK66.
Gadziriro dzeshoo dzoitwa
GADZIRIRO dzeshoo yevarimi yeHarare Agricultural Show yegore rino iyo ichaitwa kubva musi wa22 Nyamavhuvhu kusvika 30 iine dingindira rinoti “kuchengetedza, kuvandudza nekusimudzira mabasa ekurima” dzave padanho
DeMbare yatinyanyira: CAPS
CHIKWATA cheCAPS United chiri kutsutsumwa zvikuru nekuramba chichirikitwa neDynamos FC mumitambo yePSL zvichitevera kukundwa kwachakaitwa 2-1 svondo radarika kunhandare yeNational Sports Stadium.









